
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 12, 2025 at 09:15 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z
Chipinge kune vakadzi vakaroorwa vose vane vana ,madzimai awa anonamata makereke akasiya asi makereke aya anonamatira pedyo nepedyo musi wesvondo vakasangana pa township vachienda kuchurch vakarovana zvakaipisisa mumwe akabva zino arohwa nechibhakera chine dombo umwe akarumwa nzeve ikabva ,nyaya yakaenda kumapurisa vave vasungwa asi zvakazobuda kuti vairwira murume wemunhu ivo vari vakadzi vevanhu ,saka vakanzi nemapurisa vamboenda kunorapwa nyaya yozoitwa uye vaonekwe kuti voripisana seyi kumatare edzimhosva,asi madzimai aya akazotorerwa phone ,zvikaonekwa kuti vaive ne chikomba chimwechete chinove mudhumeni apo mukadzi wamudhumeni akaenda ,saka vakadzi ava vakavhunzana makuhwa ekuti seyi muchifamba muchiudza vanhu muchiti ndini ndakaendesa mukadzi wamudhumeni isu tichidanana naye tose 🔥🔥🔥
😂
🔥
👍
😢
😮
❤️
😄
😅
🙏
🚦
35