
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 12, 2025 at 10:18 AM
Harare Hoply kune mukadzi akaonekwa akagara mumba neshamwari yemurume wake vakavhara door murume akati handizvide, murume achienda kubasa mukadzi akasara akarongedza hembe akatora mari $900 us. ange anemwana mwedzi gumi neumwe ,akabva asiya mwana akamuisa mugomba raive kuseri kwemba akazoonekwa nemurume abva kubasa achitochema,abva adzima phone haichaita .

😢
😭
😮
😂
👍
💔
💩
😳
🙄
🙏
43