
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 12, 2025 at 05:17 PM
#bhozhongorasegment 🔥
🔥Muzarabani District chiweshe kunonzi ku kune muporofita akaporofita vamwe mai kuti vanoda munamato we jorodhani vakaenda vari vaviri kumvura vakatanga kusiya zvekunamata vakuita 1 on 1 cheupombwe vakomana vaifudza mombe ndivo vakaona vakatora ma videos ,saka murume akazoona ma videos aya akaenda pa sowe akarova muporofita akapfeka magemenzi..
🔥Harare ,kune chikoro che primary chakawunganidza vabereki vakavaudza mashoko ekuti tinoda kuno hire vamwe vadzidzisi kuti vazodzidzisa vana venyu ma projects nokuti isusu hatizvigone ,saka muchabhadhara $15 pazvidzidzo izvi, mutunganiri wechikoro akati chiendai munotaurirana nevadzidzisi vevana venyu muchanzva zvavachataura ndizvo
🔥Rusape Tandi mukadzi arikutadza kurara achiti arikuona murume wake akafa achiti huya tiite bonde tiite umwe mwana, Nokuti iwewe wakaita nhumbu ukabvisa ukachere pasi saka ndikuda mwana wangu apo wakauraya nokuti wange waita hupombwe saka waitya kuti saka mwana ndewani ,saka enda unoudza murume nhengi muti takauraya saka muridzi wemwana arikuda mwana wake ,saka unofanira kuita mimba yangu..
🔥Rusape kuna baba vakatora mushonga wavo kun'anga ,vachida kupfuma asi vakashandisa zita remwana musikana kuti afe asi mwana uyu aive mudzidzisi akabva aita bofu kuchikoro umwe mwana namai vake vakadana mubatsiri achibva asvika baba vasipo ,baba vachisvika vakanzi itai kuti mwana apone dzokerai munosiya zvinhu ikoko kuti mwana apore ,saka baba vakada kupinda pamusha vayirohwa mambama uye mavanga avo awanda saka vave ne mwedzi miviri vasingaonekwe nokutya kupinda pamusha nokuti vakanzi nemubatsiri kana usina kuita kuti mwana ararame haupinde ,saka vanhu nemhuri yavo vakatanga kuvaona pa National fm Road show ,vachibva vataura neni ummm vanoti ndoda mwana apore asi handina mari yekunobhadhara ,asi mubatsiri akati kana mashinga ndichabatsira mwana asi imimi ndichakusiyai makadaro muchirohwa..
😂
😮
👍
💚
🙏
7