HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
June 8, 2025 at 08:38 PM
Ndakatarisa mativi ose ndikaona hapana kana mupurisa pa gate ....ndakanyahwaira ndichinobuda gate re prison ..and started running 💨.. immediately mapurisa maviri akandiona ..vakatanga kundi mhanyisa.. Ndakamhanyira musango raiva pedyo .. thinking they won't 🙈 see me but eish vakandi tevera .. Ndakazvisimbisa ndega ha ha this tym I won't give up ..ndakamhanya as fast as I can ..but mapurisa aifemera mugotsi mangu.. Ndakacheuka kumashure handina 👀 kuona mapurisa ..semunhu ainge Aneta. Ndakazendama pamuti waive pedyo neni ..then one of the police shouted 🗣️-"ukango mhanya chete ..I will shoot u .." Handina ku westa nguva ndichaiterera zvemadhodho ini 💩..ndakamhanya zvakare ..ndika kwira durawall repamakuva ndika jambira mukati .. Nekuchimbidza ndakabvisa hembe dzese dzandaiva ndakapfeka ..ndikasara ndiri musvo .."birthday suit"..ndikagara pa musoro pe guva .."rinda " Pakasvika mapurisa Police 🗣️-"hey wamboona munhu apfuura achimhanya ne speed yembwa nhatu ?" Me 🗣️-"no ndiri muyenzi pano ..ndakavigwa nezuro ..manje mukati umu muri kupisa vanhu vamwari ..so ndati rega ndimbo Buda ndirohwe nemhepo " 😅😅😂😂🤣🤣Hamuna chamakaona imi ..ndaifunga mapurisa ahatye ka ini 🤣 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 https://whatsapp.com/channel/0029VaHK6wL1dAvuAQqYx01x *React & Share*🔥🔥
😂 😮 👍 ❤️ 🤣 💃 😢 🙏 202

Comments