HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
June 10, 2025 at 07:28 AM
There is a time or season in everyone's life pazvinoita senge zvinhu zvakamira,pasina kana chirikufamba.😓😓that's the moment vazhinji pavanotanga kutuka Mwari nevadzimu,ndovazhinji pavanotanga kufunga kuzvipfuudza havo because nothing is changing, no improvement kana uri musika uchitengesa unenge uchingodzosa yawahodha nayo stock ichingowora,kana ari mabasa emawoko vanezvikwereti zvako vanenge vachingo nzvenga nzvenga,ve carpentry mibhedha nema sofa kana ma coffin chaiwo unenge wakungogara uchizunza dust pasina arikuuya kuzotenga💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭 It's that phase yekuti you wanna go back to what you used to do,kana waimboshandira munhu unenge wakufunga kunokumbira basa rako back,kana waimbotengesa muviri unenge wakufunga ma clients ako aye💔💔💔💔but don't go back,stay still,be patient everyone goes through that phase inopfuura,usazviuraye stay strong,hakuna phase isingapfuure,Chero yekudya mari uchibata mari everyday inouya igopfura...Trust in God nevadzimu vako and give thanks zvinoita Chete....❤️❤️❤️❤️‍🩹❤️‍🩹❤️‍🩹 https://whatsapp.com/channel/0029VaHK6wL1dAvuAQqYx01x React if you relate
🙏 ❤️ 👍 😢 😂 😮 👏 ❤‍🩹 😭 631

Comments