
Nationalfm
June 13, 2025 at 08:59 AM
#bhozhongorasegment 🔥
🔥Bindura kune murume akafa aine musha wake nemhuri yake uye ari mufundisi weimwe kereke yemweya .saka vanhu variparufu kune umwe mukadzi akaroorwa ane mushawo wake, mukadzi uyu ane vana vake 4 ari mapatya ose vakazvarwa pamimba mbiri vari 4 vakasvika parufu vakadana hama dzemufi vachiti ndati ndikuziviseyi kuti vana ava ndevepano ndeve mufi saka handizivi kuti muchaudza seyi murume wangu,apo mutumbi uchiri ku mortuary varikushaya pekutangira kuti vakaudza murume uyu zvinopera mushe here ,nokuti amai ava varikuti murume uyu achirwara akasiya andiudza kuti kana ndafa unouya nevana vangu panhamo ndisati ndavigwa wopa hama dzangu ,saka amai vakatanga vaudza vana kuti ndivo baba venyu ava vafa
🔥Kune munhu akashanya kubva ku Harare achienda kuMwenezi asvikako akaita mazuva matatu pachibva paita mwana akarwara muvillage umu iye akaudzwa kuti pamba apo pane mwana arwara asi arikurwara zvakadai ,iye akati pane zvandinoziva kubatsira pa
Kurwara ikoko vakati handei munomuona vakaenda akati itai kuti mwana uyu aite wiwi yake mundipe mwana akazama kuita wiwi yakaramba asi aitombozviitira wiwi akarara asi yakudiwa rakaramba ,akati ndipeyi mate ake mupeyi chigaba asvipire mate kana akwana ndokudzai aripakati pekusvipa akabva ati ndakunzva wiwi vakati ita akaita wiwi munhu uyu achibva ati mwana uyu anorara imba ipi uye ndipeyi hembe dzake dzose akapiwa akamwaya hembe nemumba iye muridzi akanzi imwambichana akamwa mbichana ,nguva iyo amai vamai vemwana vakatanga kuti ndakuvaviwa kutanga kukwenya kusvika vakuzvikuvadza ,asi havasi vega kune vamwe amai futhi vakatanga kuvaviwa varikumunda ivavo ndivo vakabuda pachena kuti mwana uyu tisu takaita izvi nokuti kawanda tichizama kumuuraya asi zvichiramba aifanira kunge akafa 2021
😮
😢
🙏
😂
❤️
👍
😭
🔥
💔
🙌
644