LIBERATION STRUGGLE DZIMBABWE
LIBERATION STRUGGLE DZIMBABWE
June 3, 2025 at 05:06 PM
Chairman maswera sei basa riripo rakakura iri apa ipapa mufunge vanenge vari nezvirwere vamwe vacho makambozvitaura imwe nguva paneimwe Audio yenyu muchiti vakuru wezanu nevazhinji werudzi rwavo ndivo vanetsika yekurara nevanhukadzi wedu wachiwapa zvirwere nevana zvino dambudziko iri richagadzirika nyore here nekuti kana iriyo tsika yavo zvoreva kuti munyika medu mazadzwa mabwidi uye zvirwere
❤️ 😢 🙏 😮 7

Comments