
LIBERATION STRUGGLE DZIMBABWE
June 13, 2025 at 11:35 AM
Makadii Chairman Commander Chief JJ,Mbamberi ne Libaration Struggle, pamberi nekudzosa nyika yedu kubva kuma Nyasa, Bumbwa,Bwidi rese kumusha kwaro backwards never forward ever..Right, misha irikutotorwa Chairman, Kwedu Varikuti especially ve Seventh day Church vema bring bd share avo..Chembere dzirikunzi nyorai mawiri mamaziva ka ,ekuti kana mukafa musha nezvinhu zvenyu zvinotorwa neChurch...Pa bring nd share chikafu ,u bring yo food but hachisicho chounodya mochiisa pa one place moenda kunonamata ..lunchtime moigirwa ikoko but problem yangu iripakuti varikuzopa chikafu chacho haasi ma Zimbabweans ndovanezvimbo muChurch maChawa aya nd chinozouya chatovhurwa kudhara ..chawauya nacho hachisicho chounodya..So vanhu vachapera mumaChurch vachiti tirikunamata izvo vakaiswa pa Tsime easy to catch..this is real..its happening..