Selfcare Sanctuary🏪
Selfcare Sanctuary🏪
June 6, 2025 at 12:43 PM
TIMBODZIDZISANE KUNWA MVURA DRINKING WATER THE RIGHT WAY.* Makambozvibvunzawo here kutii kune kunwa mvura kwakanaka nekusina kunaka kana kutii tinongotii chero tanwa mvura?. Muviri wedu wakagadzirwa ne about 55_60% of water zvichirevera kuti mvura yakakoshera mumuviri wedu,nokudaro vanhu vazhinji havakoshesi zvizhinji pakunwa kwavanoita mvura zvinova zvinokonzeresa matambudziko mazhinji akafanana nemaAcids,BP and etc. Mistake#1: Kunwa mvura kubva muFridge ndinovimba munobvumirana neni kutii hakuna chinhu chinonakidza sekupedza nyota yako nemvura inotonhora asi zvinokanganisa yatinoti digestive temperature and also gastric juices,kunwawo mvura yakawanda kwaunoita zvinobva zvakonzeresa kutonhora kwemuviri,kunonoka kugayiwa kwechikafu zvinozokonzeresa heartburn,kudzvova,kufufutirwa,as well as constipation.Kana mukazvicherechedza vanhu vazhinji vanonwa mvura inotonhora iyii vanowanzoita dambudziko rekunzwa kurukutika nokuti mvura inotonhora inoita kuti pave neLow Insulin production rinova ndosimba ramunoshandisa.Tinokurudzira kuti munhu anwe mvura inodziya or room temperatured water inobatsira kufambisa ropa zvakanaka,kuchenesa tsinga kuitira kudzivirira BP,pamwe nezvimwe. Mistake #2: Kunwa mvura uchimhanya in large amounts yatinoti Gulping.Mate ari Alkaline zvichireva kuti anodzikamisa maAcids mudumbu mako.Ukanwa mvura uchimhanya zvinoreva kuti zvichanetesa dumbu rako uye mate haawane nguva yekusangana nemvura zvinova zvinokonzeresa yatinoti Acid Reflux,vaya vanoita nyon'o ndopane dambudziko ipapa cherechedza how you are drinking your water.Best way is to sip little by little this way water mixes with Saliva so as to neutralize the Acids in the system before going into the system ukanwa mvura Yako mbichana mbichana this will help water to be fully absorbed in the body zvinova zvinogadzirisa zvirwere zvakawanda. Mistake #3: Kunwa mvura uchifamba kana kuti wakamira,izvi zvinokonzeresa mvura imhanye kupfuurira kuenda kuBladder pasina kugezwa/kusukwa(filtration) kwaitwa maFluids ayaa zvinova zvinokonzeresa kuti tsvina dzinenge dzirimumvura yatinenge tanwa dzigare muBladder zvichizokonzera kukuvara kwemaKidneys eg Kidney stones uyee pamwe nemaBladder stones.Zvinozokonzeresa zvekare maFluids akawanda asingadiwe mumuviri kuti aungane mumaJoints which will lead to Athritis.Nokudaro zvinokudzirwa kuti munhu anwe mvura while sitting this will make our kidneys filter better. Mistake #4: Drinking water during or immediately after meals.Chinoitika ndechekutii paunotanga kudya your stomach releases digestive juices so ukanwa mvura during or after meals you will dilute the digestive juices zvinozokonzeresa kusagayika kwechikafu nenguva and absorption of nutrients ndosaka muchiona vazhinji pavanoenda muzvipatara vanonzii vane maZinc,Iron, Calcium defiencies kana kunzii une ropa shoma it's not kuti hausikudya zvikafu zvine maNutrients iwayo but the problem is the way you drink water it's not promoting the absorption of nutrients.Zvinokurudzirwa kuti unwe mvura 20_40minutes after your meals.Zvinokonzeresa zvekare kukwira kana kudzika kwemaInsulin levels,mvura it absorbs more glucose kana uchidya zvinozokonzeresa kuneta,kukwira kwemaSugar levels kana kunzwa dzungu after meals. Rangarira izvii: 30kgs drink▫1_1.5litres per day 60KGs▫2_2.5litres per day 90KGs▫3_3.5litres per day 💯💯NOWLEDGE IS POWER #your health is my first Priority
Image from Selfcare Sanctuary🏪: TIMBODZIDZISANE KUNWA MVURA  DRINKING WATER THE RIGHT WAY.* Makambozvi...

Comments