
Selfcare Sanctuary🏪
June 9, 2025 at 09:26 AM
🚨 STI CAN BE TREATED.CHIRWERE CHEPABONDE CHINORAPIKA💊🍃
Batai Mr Muchemwa pa Whatsapp 0711311044
Usarega chirwere che sick (genital warts, syphilis, herps, drop, gonorrhoea) kana kuti STI chichipararira ne muviri kwenguva refu usati warapwa.
Ukaona sekuvakadzi or kuvarume wakutanga kuvaviwa unombotanga uchifunga kuti its yeast infection woona kuti zvava nenguva refu pamwe discharge yachinja colour from white to yellow to green iwe wakangotarisa
Ugoona wakuita mapundu mapundu aya ava maronda maronda aya ava ma conflower
Seek medical attention early
Zviratidzo vinoratidza kuti unogona uine STI👇
💊kuvaviwa panhengo
💊kuita weti inopisa
💊kuita mapundu anenge mhopo
💊kuita mapundu anetuhurwa
💊kuita mapundu anemvura
💊kurwadziwa panguva yekuita weti
💊 kubuda discharge iri Abnormal uye inonhuhwa
💊kurwadziwa pasi peguvhu uye kurira mudumbu
Vana baba unobatwa prostate disorder ugoisiya kusvika yava prostate cancer...prostate cancer iyoyo ugoyisiya kusvika yava kustage 4 , wakatarisa ko kurapwa.lets avoid the pain and embarrassment yekunoiswa catheter hamadzangu
Zviratidzo zvekuto unogona uine prostate dusorder
💊kuita weti inodonhera pabhutsu
💊kuita weti inorwadza ( painful urination)
💊kuenda enda kuchimbuzi kuoita weti ( frequent urination)
💊kunzwa kutsva panguva yekuita weti ( burning sensation during urination)
Call us on:
+263 788320655
+263 783129342
