Joseph Simango novels
June 9, 2025 at 05:50 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VahrYfmD38CVlI5N3m19
Follow our chanel for more 👆👆
https://whatsapp.com/channel/0029VakvMO19WtByzo83TV3s
For previous chapters follow 👆👆
https://chat.whatsapp.com/DCZ0CHIA4S375ONmGvUeqG
For comments handeyi umo👆👆
*Forbidden pages*
" _When family ties became a burden "_
Story by:
Mazvita 💙
Read ,comment and share 💙💙💙
Chapter 1️⃣3️⃣
Kelvin.
Pandakafonerwa ndichinzi Lana akurwara sure ndakavhunduka ndkafunga mamoods aive amuka nawo ndikaziva kuri iyi ndiyo inonzi labor pain manje , unoziva kana zvinu zvichiri zvakanaka munenge muchisimbisana but chinhu chinozni kuzvara chakangooma especially uriwe wa mitisa ndaingonamatira kuti dai akasara zita rangu arwadziwa hake ndaishaya pekupinda ini sure munhu sisi vangu vaive vasina pavakanditadzira asi inin ndini ndaive ndava itira makunun'unu maodza moyo asika taisave mhosva yangu inin Lana ndainzwa kumuda kwakanyanya l tried to fight zvikaramba .
Pandakasvika pachipatara ndichiona achiita kuteuka ziya ndakaziva kuti zvakwidza apa sisi vangu hapana kana zvavaiketa havo , ndakaona vachiratidza kurwadziwa pakabuditsa Laa mvura vakataura zvemunhu ane shungu uku vakutoeredza musodzi
Sis: Lana nhumbu ndeyani mwanangu?
Lana: mama Kani
Ayisatogarisika nekurwadziwa uku achikwiza musana kunge uchabvaruka
Akatozo batsirwa na mimie Lana ndiye akamununura asi takaita 4 hours tiripo asati asununguka ma doctors akatoti ngatiite zve opp nekuti Ari weak ahasi kukwanisa kupusha mwana .
Tese takaramba zve opp tikati ngashingirire vari samai vake vaisagona kana kutaura vainge vakatsikitsira vachitaura mafemo kssingaperi kana kufenda vaive vafenda especially pakanzi Ari weak mwana haakwanise kupusha. Mimie akauya futi achiti mwana aive aitira tsvina mudumbu saka tikanonoka panogona kufa amai kana mwna haa aipapo ndipo pandakaita nharo zvekuti vanu vaishamisika kuti ndi sekuru here kana kuti ndakabva ndakudza sisi kuti kana zvanetsa ndimuzvarisa hangu inin ndakaona Mimie achivhura muromo kana chaishamira ndakachishaya , akaenda futi kunotarisa Lana akadzoka achiti Mai vake ndivo ngavapinde tiite normal birth minamato yenyu inenge yanzwika vakakweva makumbo avo sisi vachienda
Pasina nguva vaive vadzoka vachiti
Sisi : kune mwana musikana zihombe hombe enda unomuona udzoke unotora hembe kubasa kwangu kasika
Ndakaita kumhanya ndakawana akarariswa pa side na Mai vacho aive akaputirwa chi fleece hamenho kuti chaive chawanikwepi
Kev: thanks Lana ne a beautiful baby girl
Ndakamutarisa Lana ndikaona kuti aive akabairirwa zvakawanda hazvina kundinetsa kunzwisisa kuti aive achiri weak kana kutaura ayisagona ,ndakasimudza chimwana changu ndikachikisa pa dama then ndakafunga kuti ndaive ndatumwa kuenda kubasa kwasisi kunotora hembe kubaby wear yavo.
Nguva diikidiki ndaive ndàdzoka apa ndakasvika sis vachiñyaradzana nemwana uye achichema hanzi ndofunga inzara mài vaçho Havana mukaka apa zvaive zvatowedzera akunzi akurara muchipatarà vaneñge vachioña kuti magwana anomukà ariseyi .
Sisi pavaipfekedza mwna l noticed kuti ane birth mark inenge yangu ipapo Hana yangu yakatanga kurova apa ma birth mark Aya ayive ekumba kwedu l thought so vaitovewo nàyo ndàkaona vachivhura hembe yavo kuti vatarise vakutarisa mwna vakatarisa futi shoulder ravo vakaita nguva vakatàrisà mwna ndobva vàtarisa futi shoulder ràngu ndakangozvisinbisa semurume asi paive pandiomera manje.
Ndakanzwa vakuti
Sisi: what is the meaning of this , is this.......
Drop your comments 🥲
😩🤫 Nyaya iya yakukora muto manje , uriwe waita seyi 😒
Mai Lana havarambiwe here ivava naimi 💔💔
❤️
❤
3