Joseph Simango novels
June 13, 2025 at 04:12 PM
*DETECTIVE ZVAMBU*
Mutape imwe mbinga yemuHarare yaisazikanirwa shamwari yayo nemhuri inovanikwa yakafira mumota kune imwe nzvimbo akafa arimumota make.Murume uyu aiwe murume aisazikanirwa shamwari yake nemhuri yake.Mutemo vake aisarara mumba weekend yega yega,hapana anenge achiziva kwaari.
*book rino rakatopera kunyorwa rese*
Rufu rwemurume uyu rwakaita padaidzwe murume ari padenga apo anonzi detective Zvambu kuzotsvaga chaiwe chauraisa Mutape.Zvino detective Zvambu aiwe ne weakness yekutadza kuvhara zip yake apa achida kuita a murder case.Weakness yake yaiwe yekuti mukadzi vese vaona aitoita bonde naye apa bonde racho richidarika 50 minutes ndipo pakabva zita rake rekuti Zvambu
Pindai munzwe kuti detective vakadai vanoishanda sei nyaya yakadai ivo vaine weakness yakadai
*PLEASE KANA VADARIKA 18 YEARS PINDA NEKUTI MASHANDIRO A DETECTIVE ZVAMBU KUSVIKA VABATE MHONDI VANENGE VACHIZVAMBURA*
