Joseph Simango novels
June 13, 2025 at 05:49 PM
Follow the Miss Heather Lee Novels channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029VbActWoBA1euCxC8BP2p Written by Heather Book : 4 A must to read this book ever age 🔥🔥🔥 Free book 📖📖📖 Chapter 1⃣ THE DANCE THE TRADITIONAL DANCER 💃💃💃 Cleopatra 🧚‍♀️🧚‍♀️🧚‍♀️🧚🧚🧚🧚🧚🧚🧚🧚 Iwe cleo nanhasi uchiri wakarara urikuitei ipapa hauzive here kuti vana vakuda, kugezeswa nekuita basa pano ava ndi stepmother vaa Cleo. Cleo : Mati mhama sorri henyu nezuro ndakanonoka kurara sorri ndakadaro ndobuda mumagumbeze apa ndaida kuzoenda kuchikoro . Stepmother vangu vaiva nehutsinye kana vakanzi vanoroya handirambe havarove havo but vakatanga kupopota nyika yose inozvinzwa kuti apa pamba papopotewa kwazvo vaikuudza magara moyo ekuti waifunga kunozvisungirira pa muti wemudomasi .Vaindida zvavo asi vaisada zvinhu zvisina oder sa stepmother kana vatsamwa waiti ukati sorii mhamha ndakanganisa waiita kunge wavadira parafin pamusoro pemoto amai vaipopota ivavo 🙌🙌🙌🙌 .Any ways my name Cleopatra Gumbo amai vangu handivazive ndakangonzwa kuti baba vaida babe asi rairamba apa hanzi aisagara kuno aigara kuDhorobha zvino baba nekuda zvinhu hanzi vakabva vaita zvekubata chibharo nekuti vakange vasvitsa shoko munhu akaramba , kuvabata kwavakaita vakabva vabata pamuviri kunonzi baba vangu vakarohwa kunge vachafa vakatombopinda mujeri keGore pavakabuda ini ndakange ndane 3 months pavakabuda vakabva vasiirwa ini ndiripano nanhasi ndichiripo kana kumbondi dongorera , kwainzi mai vangu vaiva Detective Chido saka ndikatonetsana nevanhu vanoziva back ground yangu vainditi Detective Chido . Ndaingo shuwira kuti 1 of the days ndaizovaona . Back to the story Stepmother : Unoti sorii, sorii kudi iwewe nanhasi hausati wamuka unoziva pane nguva here ,aihwa enda hako kuchikoro ndichakubata wadzoka . Haaa imi ndakabuda ndokunopukuta pukuta ndokubuda sezvo ndainge ndapara mhosva waigona kunzi hapasisina kwaucha enda . Apa kuchikoro tainzi tine mavisitors apa ini ndopando nonoka , lucky ndakasvika vanhu vakutoenda pa assembly ndakamhanya ndokunoisa bag pachigaro changu , ndokubuda ndichimhanya ndakananga ku assembly . Takasvika ndokuimba national anthem tichingopedza kuimba pakabva pauya mumwe mukadzi kumberi kwedu but akanogara kunogara ma teachers aive akaita kuita photocopy yangu chaiyo . Pachikoro pedu pakange pafa mumwe musikana zvisinga nzwisisike ndofunga saka ndofunga vanga vauya kuzotsvaga tsvakurudzo . Vakazosimuka ndokutanga kutaura zvavangavauyira vari kumberi kwevanhu ndakatanga kufamba ndichienda kumberi kwevanhu patakasanganisa vakabva vakosora and.............................. ...................... End of this chapter 📖📖📖📖📖📖📖📖 . 🧚💃🧚💃🧚💃🧚.
❤️ 😢 2

Comments