Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
June 9, 2025 at 11:36 AM
*Chii Chinonzi Shamwari*‼️‼️‼️‼️‼️ Avoid friends that won't mention your name in a room full of opportunities. If the person you call your friend is not concerned about your future then they are not your friend. Friendship is about building and celebrating each other. Haaaa hushamwari kuumbana veduwee... Tambawo nemunhu anokuvaka, anokuwudza zviri kuitisa mari. Shamwari ngainzwe shungu nehupenyu hwako. The person must also be able kukutsiura (rebuke) kana wakanganisa.Not kuita shamwari inoku tagger pakutukana paSocial media. Pane musiyano pakati pekutandara mese nekutamba mese. Tikapinda tese church hazvireve kuti tave shamwari. Tikatafamba tese in the same bus, hazvireve kuti we are friends. Ehe tinozivana but hatisi mashamwari. Ndine wandiri kutaura naye here pano? Shamwari munhu waunoudza zviri pasi pemoyo. Munhu anokuziva. A friend is someone asingamire pane vanenge vachikureva. Vanhu ngavato nyarara kana wasvika nekutoziva kuti haudi zvisina basa.. Iwewe unoitwa Entertainment pakudya mari dzavo vanhu vachitandadza pfungwa dzavo kuti vawane kufunga zvimwe zvine pundutso. Uri kusheedzwa kuti ndiperekedzewo kushopping. Kuswera muma shopping mall, shamwari ichiyedza nekutenga hembe, for what?? In the name of friendship??? Chako kupusha chingoro nekutakura mabag 🤣🤣🤣 Pavanoronga nekutsvaga mari yacho iwewe unosiiwa coz vanoti haubatsire. Kana vakuiita maparty they call you, wopihwa makey apanechikafu nekuzosuka ndiro nekuzoronga machair😳. Iwe unotoiona as a favour , hanzi haaaa vanodya mari yavo ndiripo.Vhurika maziso dia..Hanzi haaa nhasi facebook ikunakidza taswera tichituka nhingi...A big shame on you my dear sister or brother...Then what?? Ko pavanoironga nekuita mari yacho unenge uripi 👀👀👀??..Pavonoita zvine musoro unenge uripiii???Munhu vhurika pfungwa mhani... Ziva vanhu vaunotandara navo nevaunotamba navo. Chenjera kuzofunga kuti vanhu vacho vese vanokwana kwese(kutamba nekutandara). Kudanwa kunodya Mari hakusi kudiwa . Chinonzi kudiwa kudeedzwa kunoita nekushanda kuita Mari..svinura #murudo MuRudo
❤️ 🙏 👍 🔥 👏 😮 🤐 🥰 80

Comments