Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
June 10, 2025 at 03:57 AM
*Kana wamuka uri mupenyu....drop an emoji....Siya something* 🙏♥️ Mumwe akaoneka nezuro asi haana kusvika... Mumwe akaribika asi haana kuzoridya... Mumwe akarara asi haana kuzomuka.. Mumwe akashanda asi haana kuzoidya mari yacho... Mumwe akahwina asi haana kuzopembera... Mumwe akapinda asi haana kuzobuda... Tenda Mwari hama nechipo chehupenyu... Vazhinji vairi shuvira zuva ranhasi asi zvakona... Kurarama ndiShe... "For to me to live is Christ.." - (Philippians1:21) God is Faithful God is Good `Thank You For The Gift of Brand New Day.`
Image from Ladies Talk Official🇿🇼: *Kana wamuka uri mupenyu....drop an emoji....Siya something* 🙏♥️  Mum...
🙏 ❤️ 👍 👏 😂 💔 💖 😢 🤔 506

Comments