Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
June 10, 2025 at 08:57 AM
BOOK *life after marriage*😭🍎💜💍💜 *episode 1*🍎💜💛💜🍓 '...Haa dhemeti mhani buda mumba mangu ndati buda i say get out! buda unotaura wave kuchibage uko hamba, mai Rudo handis kuda kukonzera ngozi pano pamba get out!! buda hako ndisati ndakukanganisa, U are Ev!l muroyi chaiye uri witch! mukadzi iwewe.. ndandaaaa....' 'Ehe Ngaaende mukadzi uyu ibenzi fani pano pamba shuwa ndingagare nemunhu ane chikomba mumba mangu buda get out enda hatigari nemahure.isu gooo.ita zvavaudzwa hanzi endaaa.baRudo mudzingei ayende uyu..' Vakadaro Mai Slvester vachinobata dhuku ravo kuti vayedze kundirova naro sezvo vainge vashaya riri jamhu. Weduwee zvehupenyu mutoro kubva zvandainge ndaroorwa ndaisamboziva kuti murume wangu anodya marasha kudaro. Zvichida zvainge zvozowedzerwa nemhamba yaainge anwira nwira kushabini kwaasiendauko. Ava vamwene ndivo vaichiopesvera vachikwichidzira vagofuridzira kuti moto unganduke kana iri paraffin ndivo vainge vodira kut murume wangu apopote kudaro. Pane maroja aigara munext ainge achingoti shushururu vakapeta zvavo maoko vachingotarisawo firimu remahara mukadzi mukuru achiizwa sekashiye kegudo. Hupenyu hwainge hwachiita mhidigari, kudivi kwangu imba iya uandaichemera yainge yave kuzondivava segavakava, zvino kana vari wavengi ndofunga vaizobata denga musi uyu nekufarira kudzingwa kwangu. Mumoyo ndangariro dzakandibaya semunzwa wemupangara. Rimi remoto wegehhena ndainge ndorinzwa ndichiri pano pasi. Taisionawo dzimba dzevamwe dzichigumira panzira ndichiti ndezveikoko yakazoti yandishanyirawo break up ndakaita sendisiri munhu panyika pano. Mwana wevhu ainge otambudzwa. Mhosva yangu yainge isingazivikanwi kut ndeipi chaiyo nekuti pakupopoterwa apa ndakanzwa potaurwa nyaya dzezvikomba. Izvi zvaibvirawo pakuvengwa kwandainge ndaitwa nohama dzemurume . Hama dzangu ukaona wavengwa neaamwene wako gara wakatarisira zvese mumarriage yako. Kana uchinge wavengwa ziva kuti kunyeperwa,kuvengwa, kurohwa kana kudzingwa ndiyo inozoita outcome pamarriage yako. Kana kuri kudivi kwangu ndainge ndatotanga kumyeperwa nyaya dzezvikomba zvandaisamboziva. Kuroorwa kwangu kwainge kusina kunatsofambiswa nemazvo sezvo ndainge ndakaita zvekutizira 5 years ago mushure mekunge ndanzwa makuhwa ekut murume wangu ainge ane mumwe musikana waaida kuzoroora mumwedzi waAugust gore iroro. Saka nekutya kusiiwa nemunhu ainge andibira moyo wangu agondipa wake ndakaona sekunge ndaizotadza kuzogara nemumhu wandinoda nokudaro ndakabva ndatotizira ndisina kana nhumbu yacho. kana certificate rangu recourse yemagets yandainge ndaita handina kuzokwanisa kutora ndchiomhanyira murume kut asaende naMarwei . Izvi zvakashamisa hama dzose dzemurume wangu zvokuti 5 years dzose dzandakazogara mumarriage handina kumbobvira ndaona zino raamwene wangu. Izvi ndizvo zvimwe chetezvo nemurume wangu aiti akabva kubasa nyangwe ndkamubikira chikafu chorudzi rwupi, kana twakakwidza aisadya ainodya kumashops kana kunodya mumba maamwene wake sezvo ndainge ndakazodzingwa mumba maamwene umu ndichiobikiswa ndega muroom mangu . Izvi zvaingorevawo kuti nguva yekumboyemerawo murume wangu yaizoita shoma kwazvo kana kunzi i love you zvainge zvatove zvitsva kwandiri. Mumwe musi ndakatopfuura amwene wangu vachiraira mwana wavo kut vasauye mumba mangu vachitomuti achiri jaha anofanira kutsvaga mumwe musikana chaiye anoenderana naye ane degree saiye, vachitot kana zvanetsa vaitozotsvaga vega munhu wavanoda kuti aite muroora wavo kwete kuroora majoki emuno muKuwadzana aya. Mashoko aya akandibaya hama dzangu. Ndakatombofunga kusiya imba that very moment, asi nekuda kwekushingiswa nemazano andaiwana kumamwe madzimai.pawhatsapp zvikuru sei kubva kumadzimai emugroup redu reladies talk ratainge tagadzira ndakazviudza kuti pano andibve i will surely fight for my love. Ndakaramba ndakashinga ndchigara ndega muroom mangu ndichiita semunhu anogara mulunchbox vamwe vachigara imba yose . Hupenyu hwakatanga kundirwadza sezvo painge pasisina chandaipihwa nemurume wangu. Kazhinji murume wangu baRudo vaingouya kana vazofungawo kurara neni ende wainatsoona kut vaitoita zvekutumwa naamwene kunzi imboenda woite training pahure rako nekuti zvizhinj zvacho vaitozvidududza zvose kunyanya panguva yekuti wave kunyanya kunakirwa vari pamusoro pangu. Pamwe pacho murume wangy aitomboyedza kuda kugara neni asi kut amwene ndivo vaisada kana padiki zvapo, nokudaro dzimwe nguva baRudo vaizouya husiku mumba mangu saka ndainge ndoziva game yacho ndaingosiyawo door risina kunyanya kuvharika. Zvokuti kana matsotsi chaiwo ndainge ndisisa matye nekuti hapana pandaizogara ndisingazivi murume. Nyangwe dai ndaizoshinga sei beche pachezvaro rinototaura kuti pane chisipo apa sisi. Hongu dzimwe nguva ndaitomboonawo p0no dzataitumirana mumagroup edu asi ponl idzi dzaitozoita kuti ndipote ndichishandisa kachigunwe kangu kusvikira ndazvitotesa ndobva ndabatwa nehope. Saka hupenyu uhwu hwainge hwondirwadza asi semunhu aida imba yake ndakashingirira kusvikira ndatojairawo kahupenyu ikaka. Zvakazoitika manje rimwe zuva baRudo vakangoti vachipinda padoor rangu ende ndainge ndakaita kurara ndakavhura gumbo beche rose ndakariyanika kuti warawara zemo randaive naro paisamboda nhaurirano paongoda kuti daddy vasvike nekutoshooder vachioipfekera yose zvayo ndava ndainge ndakatota nakare askana zveupenyu izvika. Saka ndaitove pakati pokuchifarawo kuti yaa baRudo wapinda manje. Ndakabva ndatanga kuita zvangu zviye zvandaiudzwa kugrup remadzimai ndchiotanga kutambisa beche rangu nekapointing finger kaye apo ndchichemerera. Ndaingonzwa mazip nemabhande abaKuda kurira achivhurwa mumoyo ndchibva ndaziva kut shasha yandivinga nhas ndozvamburwa nayo iya isingaoneki pese pese. Ndisati ndambodii ndakabva ndanzwa amwene vatanga kusheedza murume wangu bambo imwee. haya. "Mwanaaaangu baRudo waindepizve husiku huno chidzoka zvakwaaaana mwanangu.." Vaidaro amwene vachikarara kusheedza. Nayewo baRudo nekuteerera ndiye u turn kudzokera asikana vamwe vana amai vane simba pavana wavo ndikakuudzai zvose zvandakaona mungati ndinonyepa imi. Musi uyu ndakaita hasha senyuchi yegonyera chaiyo ndigovira ndogovaima semheni.. ndakasumuka sendege chaiyo.. Zvivindi zvakandibata ndigoita hasha dzisingaiti. Zemo ndairwinzwa musi uyuka raisamboda zvinhu zvisina basa. Ndakabva ndatanga kupopota nemo nemo. 'Aah mhamha saka munot ndosvirwa nani beche racho ndoripa sadza here ini. Chakurwadzai chii ipapa Saka marwadziwa kut ndingosvirwawo kana kamwe chete zvako here Chii chakadaro amai mwana wenyu hamudi here anditundirewo handisi muroora wenyu here mhai. Ehe ndozviziva kuti uyu mwana wenyu asi zvimwe zvacho nyaraiwo amai imi siyaiwo mwana aite madecisions ake inga wani zvese ndinokuitirai mama inga rudo ndinarwo wani kana kuri kutadzirana amundiregererewo here amai saka kana zvanetsa chihuyai imim wacho tiite zvandaifanira kuita nemwana wenyu , huyai izvezvi so huyai mundisvire kwacho. Mhamha ndaisada kukuudzai mashoko aya asi pachokwadi murikundirwadzisa inga wani muri amai weruwadzano hutsinye hwabvepi. munoti ndinopedza kutapira kuri pamwana wenyu here honai mave kutomuita fuza manje.. Sorry kana ndakutadzirai asi its very bad whatmore ndikazokuvigirai chirwere mumba muno.Do you even know ndogona kunohura ndikakuchengetesai vana vasiri venyu pano pamba here neluda kwenyu mhamha chiichandakakutadzirai what you are doing is absolutely wrong mum ndaa....' Handina kuzopedza kutaura amwene vainge vatomira padoor pangu wave kutotanga kudzorera nemashoko akadzama. Apa munhu agara aida zvehondo. Ndopatakanga kuchizopopotedzana ipapo Hameno pamwe ndaive wrong asi ini ndainyatsotaurawo zvaive pamoyo ndchinatsopopotedzana navo ndisina kupfeka kuitira waone kut ndainge ndichidawo murume ndainge ndisina kuwinga sadza kana mari dzavo bodo. Vachipopota kudaro ndaitove busy kuvatambisira beche rangu iyi yainge yatove do or die ndainge ndatove chimwe chimunhu chisina kana hunhu. Vakati vobatsirana nemwana wavo uyo ainge axopedza kukwidzira trouse rake raainge adzikisa . Zvikanzi get out mai Rudo. get out you dauther of a pige0n buda mumba mangu wandizvidza buda totaura wave kunze uko hure chii chaunoita ipapa. Hausvodi here nhasi tinopedzerana budaaa ndati budaaa. Onini baRudo munhu imhuka uyu ngaabude kunze uko. Basa kuuua nezvikomba budaa enda even usina kupfeka unonopihwa hembe neHmetro uri hure budaaa...
😢 ❤️ 🙏 😂 👍 😮 51

Comments