Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
June 11, 2025 at 09:20 AM
Karoi chivende kune mukomana arikupomherwa mhosva yekuba hembe akatiza ,saka ange ave nemakore maviri atiza asipo, saka akadzoka adzoka akabatwa aenda kubhora vamubata vakamuvavisa neuriri vakamusunga maoko nemakumbo vakavesa moto wemaguri vakamusimudza vachimusasika pamoto,vanhu ava vaive vatanhatu vapedza vakamumhanyisa vachiti tiza tokuuraya akamhanya ,anoti akaisa nyaya kumapurisa ,vakati enda kuchipatara unopiwa tsamba saka arimuchipatara arikurapwa.. #bhozhongorasegment 🔥🔥🔥
Image from Ladies Talk Official🇿🇼: Karoi chivende kune mukomana arikupomherwa mhosva yekuba hembe akatiza...
😢 😭 😮 💔 🙏 ❤️ 😂 🔥 😳 🙌 164

Comments