Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
June 12, 2025 at 09:46 AM
BECHE NEKUTUNDA KWEmukadzi Follow OUR channel https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08 Unoda kuita Commander weBeche here.? Kupa mukadzi wako vibration yekutunda zvekuti anobvunda nekunakirwa. Hakuna chinonzi mukadzi anotunda akanyarara. Heee munext mune vanhu. Kana anakirwa anoita noise muromo hauvharike uyu. Chiteerera.! Chinhu chinonzi beche harisi buri chete. Beche is a pleasure dome. Beche izita regroup rine about 18 seperate parts but connected. Yes ndati 18.! They work together. Kungodenha 1 part dzimwe dzotodairira. Unenge wadenga mago. Beche kaa varume ndinoda murinzwisise muzive kuti chakatakura huchi nemukaka. Varume munoti beche rinokana. Kunaka kwarinoitira iwe iro rinenge rinofana kunakira muridzi waro more than zvarinoita kunewe murume. Ndokunge waziva zvekuita. Mukadzi anotundiswa nenzira 2. 1.)CLITORAL STIMULATION. 2.)G-SPOT STIMULATION. Clitoral stimulation. Clitoris ndiyo bhinzi. Igere nechekumusoro kweburi reweti(urethra). Bhinzi igere pakati peinonzi COMMISSURE. Kana tichitaura nezvekutunda kwemukadzi tinotaura nezvebhinzi nekuti bhinzi ndiyo ine kutunda kwese kwemukadzi. Bhinzi yakafanana nemboro. Musiyano ungori pakuti bhinzi haina buri reweti. But inotomirawo kana mukadzi ave nezemo. Bhinzi ine about 8000 nerve fibres. Musoro wemboro une about 4000 meaning vakadzi kana vanonakirwa double than varume. Bhinzi ine midzi miviri inonzi CLITORAL BULBS. Midzi iyi kana ichibva kunze kubhinzi ichipinda mukati. Unobva uri 1. Wosvika uchiungana paG-spot...G-spot iri mukati mebeche kumadziro ekumusoro. Zvekuti ukaisa chigunwe semaisire anoita mambuya achikwesha mwana nhova,unobata G-spot. Zvichibva paG-spot mudzi webhinzi unobva wapatsanuka wogadzira maClitoral bulbs .. Tunhu utwu twakagadzirwa nemhando yetsinga dzinonzi Corpus Curvinosa. Rudzi rwetsinga dzinoti dzikazara ropa dzinotatamuka. Maclitoral bulbs anobva paG-spot odzika akati rimwe kuleft rimwe kuright kweburi. Ndokusaka kukoirwa kuchinaka. Saka kana mukadzi aita zemo chairo. Ropa rinozara kubva kumaClitoral bulbs kusvika kuClitoral hood(chiganda chiya chinofukidza bhinzi). Chiganda ichi ndichinonodzika choono gadzira ganda rematinji. Ndosaka matinji achinaka kubatwa nekuti ari connected nebhinzi. Saka midzi yebhinzi ikazara ropa..madziro ebeche anozvimba. Now panguva yebonde. Vamwe vanoshandisa rurimi kunanzva beche. Asi chinoita ude kushandisa rurimi inhau yekuti bhinzi iri sensitive inoda kutambiswa nechinhu chiri soft. Saka kana usingadi kushandisa rurimi. Munotsvaga baby oil,massage oil. Using lubrication kunoita ushandise maoko ako zvinonaka zvichitsvedzera. Zvekuti u dont need to use muromo. Kana uchibata mukadzi wanatsodira baby oil or massage oil. Unoita seunotepfenyedza mumatama ebeche(Labia Majora) uchikwira kuuya mujinga mebhinzi. Womboita seuno kanya sadza rekahanda uchiti zvigunwe 3 zviri kumover zvichibva kubhinzi. Thump nekagunwe kadiki zvichibva kumatinji zvosangana pakati. Wombo rubber bhinzi seuno rubber vicks pachest yemwana. Zviite slowly ukanzwa kutsveedzera kwakuita kushoma wedzera zvioil. Tora nguva yako uchiita izvi kusvika unoona mukadzi aku charger manje. Unoona akusimukira achiita seari kutsva pakati pemusana. Mazamu anoita kaku zvimba soo. Matinji anozvimba aya. Kufemereka kwowedzera. Anokwanisa kukubata ruoko akuchikuitisa zvaari kunzwa kuti uite. Teedzera usaite stubborn. Usakanganwe kuwedzera oil kana kutsveedzera kwadzikira. Ukaramba uchidaro nekuwedzera speed nepressure mukadzi anokwanisa kutunda usati ipapo usati watomboisa nhengo. Take your time. Read n share Thanks in advance
Image from Ladies Talk Official🇿🇼: BECHE NEKUTUNDA KWEmukadzi  Follow OUR channel  https://whatsapp.com/c...
❤️ 👍 🙏 😢 ⚰️ 😂 😮 🤣 30

Comments