Ladies Talk Official🇿🇼
Ladies Talk Official🇿🇼
June 12, 2025 at 09:46 AM
Follow this channel 👇🏼 https://whatsapp.com/channel/0029VaF9ofNElagnKJDpvL08 If we put sugar in a tin and then close it. Hapana anoziva kuti mukati munei kunze kweanenge aisa sugar yacho. Uyewo sugar yacho INOZVIZIVA KUTI ISUGAR. Kukazouya mumwe munhu obva aisa sticker kana kuti label rakanzi "SALT" onamira patin riye. Izvi hazvimbofa zvakachinja sugar iri mukati. Vanhu vakaona label iyi vanotofunga kuti mukati mune sauti asi hazvisirizvo,zvichaita kuti iite salt sugar icharamba iri sugar. Do u know kuti kune vamwe vanhu vanoisa malabel or ma sticker asiriwo pauri,people who think they are more blessed than you. They can call you names kutokupa mazita ekunyomba,mazita ekukudzikisira asi chandoziva ndechokuti uri sugar yakavharirwa mutin rakaiswa label yesalt neavo vanozviti vanoziva kudarika iwe, but uri shuga yakavharirwa mugaba rine label yesalt. They can say what they want.They can climb mountains and shout on top of their voices calling you names ASI hazvichinje zvakaiswa mauri naMwari. Mwari havambokurase, ucharamba uri sugar chete.And God's time is the best time ichakwana nguva yako yekuti uchitapira zvine mutsindo. Saka usazvinetse kuti vanhu vari kuti kudini pamusoro pehupenyu hwako,kuti pavanenge vari muzvikwata zvikwata vachiita debate about you hazvimbofa zvakapedza husugar hwakaiswa pauri naMwari. Mwari akatendeka haakusiye uri wega vachagara vainewe nekusingaperi. Siya vanoshora vashore,vanokutuka vatuke,avo vanozviita nyanzvi dzekupamazita ekunyomba vanyombe,inguva chete vachabvuma kuti zvavari kuona nemeso palabel yegaba sandizvo zviri mukati megaba.. SUGAR haimbofi yakaita SALT coz of a label. YOU ARE WHAT GOD SAYS YOU ARE !!!!! STAY BLESSED !!!!
🙏 ❤️ 👍 😢 🔥 😂 🥰 148

Comments