
Zim Jobs 🇿🇼 BRC
June 12, 2025 at 07:58 AM
*🛑 Hatidi vanhu vane husimbe kuma inbox edu please*
*Mabasa atinoisa muno anopa mukana wakaenzana kune wese – hakuna zvekubhadharisa kuti uwane mukana.*
*💬 Kana washaya, zvoreva mukana hauzisati wasvika. Kana wawana, well done*
*Asi zvekuti “ndinobhadhara here kuti mupinze ini?” hatina kumbobvira tazviita or kutaura*
*🙏🏽 Respect the process, and let’s keep everything fair for everyone.*

😂
❤️
🙏
👍
22