Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
June 12, 2025 at 03:12 PM
*House 🫂of entertainment🫂* *House of secrets and confessions* *Channel iyi inopisa kana uchifarira zvekuverenga verenga pinda tine zvakawanda zvatinazvo... Family secrets and confessions kupupura ne kureurura zve hurombwa, uroyi nedzimwe nyaya dzaka siyana siyana* *Nyaya ya nhasi iyo.. Ine ma1... Second part mo follower channel iyoyo Kana wapedza kuverenga nyaya iyo👇👇👇* Hie king viga zita yangu iyo..... Nyaya yeupenyu hwangu https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32 Ndiri mukadzi ane 26 years. Ndine vana vaviri baba vakasiyana. Ndiri kushanda ku SA ndakawana basa pacompany asi zvinhu hazvina kunge zvandifambira zvakanaka. Ndakambodanana neumwe murume akange andipromiser kundiroora zvikazongoperazvakadaro. Shamwari yangu ichiona zvakadaro yakazonditora ikati unofanirwa kunogeza munyama tsvaga maporofita kana n'anga Ndopandakaunzwa nezven'anga irimuEastern Cape neumwe muxhosa achiti anobatsira zvisingaite. Ndakaenda tese ndikanosvitswa pamusha pacho. Akaita zvaakaita. ndakatoona kuti aitoshandawo nemuZimba. Zvikanzi panosvika maZimba akawanda saka uyu anoturukira Ndikanzi pandiri paneshavi renjuzu saka paitoda bira kuti madoors prosperity avhurike. Since ndakange ndisina zvakakwana ndakadzokera JHB ndaiti ndozodzoka next week ndatenga nemachira newine zvaidiwa ipapo So takaenda kunoita bira weekend ndakatoshamisika kuona kuchiuya maZimba mazhinji vamwe vaifamba nemota dzinotyisa. Akatondiudza kuti vanhu vese ndevekumusha kwenyu vabvunze nezvangu. Ndakabva ndafara kuti zvangu zvaita. Ndichafambawo nemazimota anotyisa sevamwe. Ndakanzi after 10 days ndigouya nemwana tigare tamupa shavi remari achiri mudiki tigobatanidza nemoyo waamai Muxhosa akatitaridza ndiye aive nemota saka chake aingoti ukabatsirwa wozondirangarirawo. KumaSA hazvitotyise kuenda kun'anga and vanoto believer mazviri zvakanyanya saka aingoti chomy ndinoda kukubatsira. Ndakasvika zvikanzi ndinyore zita raamai negore raakazvarwa ndozvatichashandisa kuvadzimu ndokuendeswa kurwizi.Pese apa muZimba ndiye aiturukira. Kurwizi ndokwaiitwa bira racho. Tiri pakati pekuti mwana agadziriswe akabva atorwa nenjuzu.Mvura yakangosimuka mwana ndokuenda. Takazosara tobuda mumvura mwana atoenda, ndichinzi shinga usacheme. Ndakashevedza kuti mwana wangu kani zvikanzi ndisambofe ndachema mwana anodzoka aendeswa kunocheneswa. N'anga yakazoti tinofanirwa kuuya kurwizi makuseni ega ega 4am tichideketera mwana anodzoka after 7days. Muzive zvida ushingi asi ndaitya kuti zvikaenda nepamwe ndozvitaura ndichitii. Ndopandakaz4onzwa phone kumusha kuti amai vadonha vakafa. 2 yacho tikuisa mu house of entertainment na 18:00..... Follow channel yedu munakirwe
😢 💩 🙏 4

Comments