Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
June 12, 2025 at 07:03 PM
*Handisati ndakamboona mukadzi wechi Soja aka zvitakura 🤰ini kubva ndwzvarwa, unotombofunga kuti asi ava vakadzi vano kandira mazai 🥚🥚 seshiri kah* 😂😂😂😂😂🙈🙈🙈🙈 *Kana ndiri ini ndega ndisati ndisungei🙆🏿‍♂️🙌🏻🙌🏻🙌🏻* *React kana usati wamboonawo chero one zvake😂😂🙌🏻🙌🏻🔥🔥*
😂 ❤️ 👍 🤞 😮 🙏 😢 🔥 95

Comments