Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
June 13, 2025 at 05:17 AM
*_Ndakaenda pane imwe chechi hangu kunonzwa shoko raMwari, mumwe munhu akauya akabata bendekete rangu achindizevezera munzeve akati, "nhasi uchafamba". ndikati i receive and Izvi hazvina kundivhundutsa nokuti ndaiziva kuti handisi chirema. Kuzoti chechi yapera ndopandakabata homwe dzangu wanikwe chikwama chaiva nemari yebhazi hamuchina_*😳😲😂😂😂😂
Zvechokwadi ndakazofamba, ko munhu ungamudii???
😂
😢
🙏
👍
36