Shona📡 Jokes 24/7🇿🇼
June 13, 2025 at 07:42 AM
Fear Men yoo😂😂😂
Ray: Baby, zviya birthday rako ririko rinhi?
Chido: Musi wa 26 July.
Ray: Ndinoda kukutsvagira present isingaite.
Chido: Ndingafara zvisingaite.
Musi we birthday unosvika, muface anotora chimoko anoenda kunotengeswa mota.
Ray: (anonongedza mota ye BMW X5) uri kuiona here
mota tsvuku iyo?
Chido: (anosvetuka nemufaro achimonera mface wake) ehe ndiri kuiona sweety, u 're so special.
Ray: Ndakakutengera Nail polish yakafanana ne motaiyoyo.
https://whatsapp.com/channel/0029VaYvZnx0QeapSPYWDn09
😂
🤣
🤺
😮
❤️
🌹
👍
📆
😢
😬
67