
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 11, 2025 at 11:01 AM
Hie Teejay please h¡de id
but rega ndimboseka first🤣🤣🤣🤣🤣.
*#maidwithclass Part 1*
It's a confe$$ion chaiyo and munhu wacho aripo pano she will read it and laugh too. Ok nahübby we decided to get a helper tese takuenda kubasa in 2017 and we got a young lady from Rusape. So Ini ndakasvika kubva kubasa atopfeka ziurniform rake nedhuku ari mukitchen achibika tadeedzwa kuchikafu paya guys the way she presented her food😭🙌 roasted chicken vegies rice and soup, hubby ate and tsvai plate the food was nice but Ini nenyadzi I ddnt finish. Then 1 day i mocked off early kubasa and told her to cook the same food ndakatarira bcz i said daddy is complaining kut ukuwanza mafuta so i told her to cook the way she do. Ndakaita izvi 2 wks ndochiona kut anoisa sei soup bcz ndandine pride yekuti ndimuudze andidzidzise. The girl was smart, beautiful ndoreva smart pazvese brain nebody yake. Mind u takanga tamuti apote achiita off once a month by ndakamuti abude every wknd akaenda paya ndaisara ndoita zvese zviya zvandaiona zvandaiona achiita mukitchen daddy said mmmm ndiwe wabika nhasi your food is nice, ndakatanga kufarira mukitchen, our marriage yakatanga kubvira moto daddy vakungoti nhasi bika zviya zviya anotouya achindibatsira mukitchen his mom came vakatoshama kut ko muroora akubika zvakadai. *You all wana know what happened to our helper.*
*I'm coming nepart 2........* 50 reactions

😂
❤️
🙏
👍
🔥
❤
😮
💩
🤣
🥱
136