
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 11, 2025 at 02:07 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaCsPB5GZNCp7laHPI0V
Hie teejay! Ndauya kuzo pedzesa!
*#maidwithclass Part 3*
So it happened tina bamkuru vedu bro yahubby ari kuAustralia anga atiwo kure on his early 30s ndakatofambira nyaya dzacho ndini and was now a big sisi bamukuru came tatovarongera but hubby aasingadi like i said before kut bhangu akange atotapirirwa nechimoko. So bamkuru vakabva vawirirana vakatodzifambira vakatochata now now vane 2 lovely babies. Ndakadzidza kubika guys from munhu watinofunga kut anoshoreka, i learnt a lot. Sometimes vanhu vatinofunga kut avana chavanoziva at the end ndovanotozotiratidza nzira. Those men with leprosy vadzingwa from the city kuti vanogara kwavo vega were the same people who had the courage kunopindira mumisasa yemuvengi and vavengi vakatiza by just hearing the footsteps. Don't look down upon someone my husband aitosema chikafu changu soup chaiyo aiprefer kudya rice riri kumasides riri dry bt now 👏👏👏💯ndinoti mainini Chichi ndinokudai and i wish u Nothin but the best. Bamkuru always says haaa mainini mukadzi wamakandipa the reward is on the way🤣Ndaneta nekunyora Chichi is happily marr¡ed I'm happily marr¡ed tinoshanyirana.
❤️
😂
🙏
❤
🔥
😢
🩷
54