TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 12, 2025 at 07:09 AM
Hie admin please usaburitsewo Zita ndingazivikanwe ndakaitwa bharanzi nevanondiziva..Ndakabva kuZim muna January ndichiuya nyika yandiri iye zvino and discovered Kuti I have been sć@mmêd neformer girlfr¡end yandakarambana nayo one year back nekuda kwemamwe maser¡ous issùes, she organised everything for my trip achishandisa mumwe munhu. Munhu waakashandisa i boyfr!end yasisi vake tinozivana back home and he knows Basa randoita they lüred me kuuya Kuno vane mi$$ion ravo.pandakasvika Kuno ndakatambirwa nemumwe munhu Asiri boyfriend yasisi handitomuzive then akandiendesa Kumba kwe x girlfr!end yangu but pandakabvunza chikomba chasis va x ndisati ndauya ndakaudzwa Kuti x girlfr!end yangu inogara kuneimwe certain town irikure sa but ndakazowona ndasvitsva Kumba kwe former girlfr!end ndichinzi chikomba chasis chichauya chokutora till now ndichirikungogara kwa x. Last month ndakatsvagirwa katemp0rary job kekufanoita ndichinzi tirikukurongera Basa unotanga musi wa 1 june .Zvino I'm worried nezvirikuitika Kuno nekuti ndakasiya mukadzi anemwana mucheche kumusha kunokuwo ndakatanga ndichirara pa couch vamu x vachirara kubedroom kusvika ndazokundwawo nesimba remiedzo vekuno vanenge vatove nepamuviri pakukwanisa mwedzi handina marambiro andaigona kuita ndanga ndakasungwa mbira dzakondo .Mari handina ndirikufunga kutiza kudzokera kuZim kumukadzi mumwe mwoyo urikuti Tanga washanda ozotiza nekuti vamu x ava vakutoti chance given havachadi Kuti nditaure nemukadzi Kana Mari yekutumira kumusha havachadi kundipa vakangondipa kahwani manje ndashushikana Kuti ko mudzimai wangu kumusha akazviziva ndodini it's not my fâult I have been tr!cked…. ADMIN ::: *Ko nyaya naEx dzobvepi kna marambana* 🤔
😂 😮 👍 😢 🙏 ❤️ 💩 🚮 🤐 🤷‍♀ 49

Comments