TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
June 14, 2025 at 05:47 AM
*Hama yangu usadzoserwa kumashure nekuda kwekuti unoti 🔥VANHU VANOZOTI KUDII🔥 . Munhu akasikirwa kushoropodza nekutaura zvakaipa pamusoro pechaitwa neumwe . Hapasi pese panoda kuti uterere kana kutora sarudzo yevanhu nekuti unotya kt vanozoti kudii . Vazhinji tirikudzoserwa kumashure nenyaya yekutya hanzi vanondiona vanozoti kudii . Unonyara kutengesa madomasi pamusika nekuti vanhu vanozoti kudii. Ko vanotengeserapo vanopenga here . Mupfungwa mako zviise kachi I don't care ndinoita zvinkda moyo wangu naMwari wangu pamwe ndonzira yangu yekubudirira nayo . Unonyara kufamba netsoka asi mota yacho hauna . Unokwira mota zuva nezuva parwendo rwunoda 2metres nekuti unozviti vanhu vanozoti kudii . Hauraramiri vanhu ita zvinoita kuti ubudirire muupenyu hwako nekuti vanhu varipo pakukudzikisira. Iva neself confidence usadzoserwa kumashure nemaziso nemashoko evanhu* 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
🙏 ❤️ 6

Comments