Tete Tilda ¢ Bhozhongora   Live Zim 🇿🇼  home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 12, 2025 at 06:29 AM
                               
                            
                        
                            https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
____________________________________
Hie ndibvunzirewo kune vamwe  chitupa vigai    
Nyaya yangu yakamira soo   inini  ndakaroorwa nemurume anevan vake  in ndine mwan  pakutumira mar yevana  murum anotumirawo kwese nekwangu but kwangu kumwana ,but kn asin mar anot kwako ngakushote  titumire kwake kn yavepo haazokup zvotovharan ,,plus cher mukaronga nemari kn mwedz wapera anotora otumira xwif yake  zvamaronga zvopata hembe chaidzo ndongonz dzaunadzo boe   ,mariyechikafu unopiwa kn iy ambotumira first ,end haupiwe yakawanda  shom inoenderan nezvisimo 
 
So inin hangu ndafunga kubva kuenda kosvishandira cz kn chatinoronga tese hapan    zvinhu zvatinazvo ndezvandakatenga inin iye haan but munhu anotobat mar  
Ndobva 🙏
Usabva  zvichaita❤️
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                    
                                        95