
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
June 12, 2025 at 07:31 AM
Hie Admin ini ndakakura ndichichengetwa kumusha kwaamai kutown kuno kuharare vanga vakarambana nababa.saka ndaingoti ndagara namaiguru vano vano vano vaindida was in UK so vaitopa mari vandaigara navo sisi vamhamha saka vaitora fees yangu vobhadharira vana vavo ndozoenda after a month kusvika vaya vari UK vanofona ndodaira foni voziva kuti ndiripo handina kuenda kuxul kusvika vakunditumira mari kuna somebody ndonobhadhara ndega fees and buy groceries coz I was a border. Saka it affected my education but ndakatopedza xul ndakafoira and ndakawana basa favour as receptionist ndikarambidza I repeated but kana uchiitwa illtreated hapana chinobuda so she adviced me kuroorwa with an elderly.man kwaakungosanganawo nababa vevana ndikati regai ndiroorwe I told him makuriro akatotora advantage aondibata rough and stayed for 20yrs ndichitya kudzokera kwandakakurira saka ndakaita 4 vana but akazoda kurepa 1st born yatakaita ndikamuramba tikadzokerana akada futi kurepa. Mwana wedu ndikamurambazve saka now ndaakugara nevana vangu we are Muslims baba vevana vangu havafone havatumire kana cent vana 2 are borders kumamoslem xuls ndakatovaudza kuti baba vavo vakafa ndikaramba kugarwa nhaka saka ndakanyimwa death certificate vakanzwisisa I am.known as a widow I can't have a boyfriend coz I fear vana vanorepwa especially my 1st born daughter.....
https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
😢
😮
😂
❤️
🙏
44