
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
June 12, 2025 at 09:06 AM
Hie Admin viga chitupa ini ndakakura ndichigara na ambuya mai vababa asi ivo vaindida havo nyaya yaiva pavana vavo ana tete nana bamunini iii aive marwadzo ndaienda kumombe na 5 ndisati ndaenda kuchikoro ndodzivhara na 7 ndadxoka zve ndoenda kumombe apa ndaiwetera mumachira anatete votora machira aye vomaisa muminzwa voti ukarara ukabaiwa unomuka wonoweta panze ndakakura zvairwadz andina kuzopedxa chikoro nekuti ndaive ndofudza mombe apa ndiri muskana ndakura ndakazoorwa zvakanak.hanku mbuya vashaya apa avachabvi kumba kwangu manje ndongoti mwari vandipe makore mazhinji ekurarama varambe vachiuy zvave kundifadza.....
https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
😢
👍
😮
🙏
❤️
18