
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
June 13, 2025 at 04:43 PM
Hie Admin chitupa vigai
My story goes lyk this, mhamha vakashaya vane two month vangoti ibvei kuSA kwaiva kuina daddy musi vavakashaya aive manheru zvekuma8 paitove nemunin'ina vavo vavainyatsa kuwirirana naye koz kumba kwavo vanoita zvemupato pato kuvirirana kwacho vakazvarwa vari ten so five vanoviriranawo vega vamwe five vanoviriranawo vega pavakashaya takatanga kuudza daddy tobva tazofonera sekuru akasara ari baba kumba kwavo second born vakangodaira one word ndokt tichanzwa nemi kuti marongei fast forward paitovevo nekamari kataiva nako ndokuendesa mutumbi kumorchary mangwna kuseni wacho apa mnje daddy vanga vari kuSA zvikanzi mutumbi unovigwa murume vacho aripo apa isusu hatina panoti pedu tinolodger so pekuisa mutumbi paive pasina so daddy vakakumbira kt mhamha vavigirwr kumusha kwavo .Takaita 3days takamirira daddy kt vasvike apa pakaroorwa mhamha havana kupedzerwa kubvisirwa mari yese kwaive kwakasara mari mombe yeumai yaida kuzobviswa bt pakauya daddy vakanzi ngavatangidze kuroora patsva 😭💔 luck daddy vanga vauyawo nemari yavanga vainayo vakaibvisa yese zvikanzi pakudiwa imwe ft inokwna mombe 3 kt vapedze kuroora so hembe hadzigoive kna vasina kubvisa mari iyoyo guess wati daddy vangu ndivo vakaprovider everything zvaidiwa kutangira pafood l mean everything chaidiwa zvaingonzi wonai mukuwasha vnhu vachiti tikuda breakfast chingwa netea inemukaka nelunch imi zvaiva zvakaoma daddy vakapinda busy vechiharaswa nehanzvadzi mhamha apa vanhu vekumusha kwedu kwakazvarwa daddy kwakangouya vanhu three chete muzukuru nemukadzi wake , sekuru munin'ina vababa baba vngu coz daddy vngu havasisina maparents ese akashaya namukoma vavo kwete vemudumbu ft vamwe vese havana kuuya . Mhamha vakavigwa asi hembe hadzina kugoiwa vakashaika 2021 nhumbi dzikazogoiwa last yr muna dec nenhau yekt mari yacho kuna daddy zvinhu zvakatanga kuoma fst forward daddy vauya nemari iya vakanzi ngabvise ft mombe 6 ndokuti zvinzi vapedza kuroora zvinhu zvinondirwadza kt daddy vangu vakastroker 1 side rese raryt vakashnda mari yese yavakabvisa vachiramba vachinzi ngavabvise imwe kune vanhu vatone zvese zvinoshanda makumbo nemaoko anoshanda hudyire hwavainawo ndinongoti vanhu vekufamily yekwamai vangu mwari ndivo vanoziva nekuona apa tichingosaidzirwa mamhepo hapana chatoita muhupenyu hwedu chinobatika apa chkaurairwa amai vngu ndechekt takura tavakudawo kuroorwa havafaniri kudya mari iyoyo ndochavakafira 😭💔💔💔...
https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
😢
🙏
👍
❤️
😂
😮
38