Tete Tilda ¢ Bhozhongora   Live Zim 🇿🇼  home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
June 13, 2025 at 05:31 PM
Hie king viga hako zita https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a Viga chitupa king ndine musikana wandirikudanana naye ane mwana wake waanogara naye neniwo ndine wangu but anogara namai vake the lady munhu bho wife material i mean she has been loyal since nditange kumuziva so takasvika pakuita ma arrangements ekuroorana everything and pangapasina problm takangomiswa maboarder avgurwe until last week ndakarara kumba kwake it was on Friday taifanirwa kuzoita weekend tese unfortunately akazofonerwa naboss wake tht Friday night kuti auye kubasa following day in the morning akandisiira chikafu but akazoti usavhure hembe dzangu or anything chausingade kushandisa thts when i became suspic!0us ndokungodaira oky kuti aende kubasa later on around 11am ndakatanga kuvhura wardrobe yake munhu anomboita mari so nestatement rake i thot kuti myb she is selling dragisi or smthn similar ndavhura kudaro ndakasangana nebonde toy dildo ndokumusendera pic pawatsapp ndichibvunza aida kuchishandisei ini ndiri po hana kundipindura akazodzoka achipopota akatosvika pakuti lets break up nekuti ndanga ndachivhuna vhuna now haskuda kutaura neni dare was i wrong here arikutaura zvekuti it costed her a lot of money ndikamuti ndomupa mari yake back asi arikuramba achiti she dnt want money handichaziva itype inorooreka here or ndingosyana naye Siyana naye❤️ Usasiyane naye👍
❤️ 👍 😂 🙏 😢 82

Comments