
Tete Tilda ¢ Bhozhongora Live Zim 🇿🇼 home remedies, Secrets & Confe$$!on$,News
June 14, 2025 at 06:11 AM
Hie Admin viga hako zita
I'm 31 ndirimukomana asati amboroora ndine kanyaya kadiki I need advice kubva makazens, so ndakapedza a lot of time studying going in and out of the country ndichizama kutsvaga raramo yamangwana yakanaka so pese apa handina kubvira ndaita musikana wandakadananaynaye zvinhu zvaive kure neni plus ndaitya kuzokanya dzidzo yangu,FF last year ndakaita first galfrnd she was 21 and she told me kuti aive mhandara. We dated for 8months tisina kurara tese ndoku engager and I did paid kumhuri kwavo zvese izvi tanga tisati tarara tese, then muna April it happens akauya kumba kwedu we had a family party I invited her so it happens akazorara ndobva ndatadza kukunda muyedzo takarara tese and I found out anga asiri mhandara,ndakatanga kuzviona paasina kubuda ropa asi handina kubvunza so takaita only 2 months tichiita bond£ ndokubata pamuviri now akuda ndichimuroora but zvnoita here ndiroore munhu akandinyepera kudaro ndinorwadziwa nekuti ndaida kuroora mhandara and she lied to me dai akandiudza kubva pekutanga better,ndakabatsirana naye kuchengeta mwana iye arikwake ini kwangu ndinganzi ndatadza here I'm h£@rtbroken akazondiudza kuti akarara nemunhu umwe chete asi handichazv truste and I still want to marry mhandara kubva kudhara ndizvo zvandaida, her family is threatening me but inobuda here marriage yekumanikidzira please help munhu handichada nezvake thanks vachabatsira...
https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a
😂
😮
😢
🙏
❤️
👍
21