
ZNN News
June 14, 2025 at 08:24 AM
Hey I need help ndine musikana wangu we have been dating for 8 years now inini ndine 30 years iye ane 25
She has been off lately and reason handinditozive ndanga ndakaplanner kunobvisa mari kumba kwavo first week yaJuly but umm handichazvinzwisise ini angochinja from nowhere
So pakatanga zvese izvi akati akuda kundiratidza Tete vake vari muno muZim vamwe vari out of the country vahombe vacho so takaendako but Tete ivavo vanga vakunditi ndiuye kumba kwavo kuti tironge zvinhu zvekuroora zvacho what what , nezuro chaiye vakatouya kumba kwangu what am I even saying nhasi vandifonera kasingaperi hanzi marova chimbouyai kuzotiona ndavati handiko ndiri kubasa but vakutoti heee ndikuuya kumba kwako wabva kubasa
Will she be behind all of this guys to be honest ndakutofungira Tete ava ini kuti ndivo vakuita kuti musikana wangu andinyararire hameno kana ndafunga zvisirizvo ndibatsireiwo please
________________________
https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N
Send views to:
+263780470043
Gee
+263716592996
Queen
Hey Mimie how are you I'm the guy we8 yrs uyo ndakauya ndichida help some weeks later
Well today is my day I'm finally getting married ndikuenda kunobvisira nhasi chaiye , I'm finally taking my responsibility all thanks to you guys , you helped me see the other side
I won't be counted pavanhu vari single 😌🥺 I'm nervous and excited at the same time guys
😂
1