
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
June 13, 2025 at 08:00 AM
Paunomira kuitira vanhu zvinhu ndopaunosara nevanhu vanonyatsokuda zvechokwadi.Vamwe vari mu life medu varipo because tovaitira chese chavanokumbira.We don't have the ability to say NO to them...they know it's our weakness but musi waunoti zvakwana I'm no longer a people pleaser unozoona kuti unogona kungosara nevashoma,those who really care about you.🤔🤔❤️💔💔
Nyaya yekutya kuva alone mu life sometimes inoita kuti uyerekane wakudhonza mazivanhu asina basa mu life mako,people who will suck life out of you,people who will backstab you, vanhu vanotokuroya kuti ukuita zvirinani kuvapfura...unotyeiko kungozvigarira uri wega ?☹️☹️mazishamwari unomadi ekuti kana rent havakubatsire kubhadhara,kana wakaomerwa unotopedzisira waenda kunotora chimbadzo ivo varipo...unovadiii?💔💔💔💔💔💔
Kune vanhu vanouya kuzokuudza zvaurikuitirwa nevamwe vanhu not because they care but because they always want to see you miserable, vanouya sevarikukurwadzirwa kukuudza makuhwa nekunyeiwa kwawanga uchiitwa not because they are fighting for you but after vakuudza vanofara kuzokuona wane stress yekunyeiwa kwawangauchiitwa...they just wanna bring your happiness down...🥹😦😦😦😦wambenge uchifara usati waudzwa makuhwa aya,but pawazoudzwa watobatikana...leave such friends because they are not your friends at all..
Stop pleasing other people iwe usati wazvi pleaser...please yourself first and then when you start over flowing, wochitangawo kufadza vamwe but not vese,be selective.
🙏
❤️
👍
💯
👏
😂
😢
😮
52