💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
June 14, 2025 at 04:41 AM
*🟢 Chikuru Kutanga! 🟢* *Doing something is better than doing nothing.* 💭 Problem: Vanhu vakawanda vanotadza kutanga bhizimisi nekuti vanofunga kuti zvinoda mari yakawanda – “Handina 1000 USD, saka handikwanisi kuvhura boutique yangu.” 📌 Reality Check: Hazvirevi kuti nekuti hauna capital yakawanda saka haungatange. Kutengesa madomasi, airtime, sweets, kukutungamira kune bhizimisi guru raunorota. 💡 Example: Pane munhu akatanga nekutengesa maputi nema freezit pamusika – nhasi uno ane shopu yema groceries! Zvakaita sei? Akatonga mari zvakanaka, akadzidza, akasaver, uye akanga asingamiri kufunga mafambiro anotevera. 🔥 Lesson: Tanga nepaunokwanisa. Ita zviripo. Ronga zvishoma nezvishoma. Usaite excuse ye “handina mari” kuva chikumbaridzo chekurota kwako. ✅ Usakanganwe: Chikuru kutanga. https://whatsapp.com/channel/0029Vah1C3VKLaHvn2PmDh0i
🙏 ❤️ 👍 8

Comments