SEKURU VEMATARE
May 31, 2025 at 12:26 PM
*Mudzimu* Mudzimu imhepo yeakaparara wemumhuri. Mudzimu unokokawo vashavi vanoti: vavhimi, varwi vehondo, vemadziva. Vemadziva hava tungamire mudzimu, asi mudzimu ndiwo uno tungamira. Kana waitwawo chenura kubvisa mbereka dzinoti: chikwambo, bvuri, ngozi neumwewo mweya yakaipa ino remera dzimu *then nguva yedzimu ikakwana rino turuka*. Kana dzimu raturuka vashavi vese vano turuka vachireva mafuko, zvombo zvavo nema batiro avo. *Musatenge mafuko asina kutsinhirwawo mudare kuitira musazo pfekedza mbereka* mafuko hagare kwaSahwira, mubako kana kuma dziva, ano gara newe homwe. Musati maenda kumatare kumbirirai vekwenyu mupiwe sahwira wavo weku tekaidza matare *Uye regai kuwaridza nhau dzenyu dzematare even to your closest family members* unless vagara vari ivo vatungamira. Munhu wese anoda mudzimu vazhinji vari kukuvadzwa nekupa ma updates ematare nekungoti kese kawarota unoudza vanhu. *Hope idare rako iwe dunga munhu*. Ziva wekuudza even Sahwira uno birwa zvipo. Kumbirirai wemumhuri vekutekaidza matare. Dont force family to believe it accept zviri pauri. *Ibasa redzimu kusunda mhuri kuti itevedze chivanhu* *Chivanhu chino gadziriswa kuchivanhu* *Siya ❣️*❤️💙🖤
❤️ 1

Comments