Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
June 7, 2025 at 08:01 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFkD9QCRs1fu0qnzQ3p
💝🌹 *NDANA... MY LOVE💅🏽*
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
*A Collaboration written by*
*Sabz aka Shamiso* 💋
📲0772110988
And
*Enn Medic aka Mai Kuu*💞
📲 0773979100
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
*Based on a true story*
*Chapter 13*
*Takudzwa*
Patakadzoka kumba ndakaona kuti zviri nani nditaure naNdana nenyaya yechikafu. I think pachikafu anga ari kunyanya marestrictions. Ndakatanga ndarova 2rounds dzakasimba. Komazuva anga atowandaka. First it was last week's moods kozoti weekend we travelled.
Ndakazotanga nyaya yangu tapedza
Me:ko why did you decide kusiya cake ramhamha pataive takuenda kumusha
Her: hun i told you i also want a cake ukati uchanditengera mangwana acho but you never brought one
Me:so u decided kutora ramhamha
Her: ndaitoverengera kuricheka. Ndaitonzwa nungo dzekuenda kukitchen kunotora banga. Otherwise dai wakatowana ndaricheka waizotenga rimwe takuenda
ZvaNdanaka... mhinduro dzacho hautsamwe futi
Me:how about locking the fridge nekunyima vanhu juice
Her:shaa majuice ndoandiri kutodawo mazuwano. Vamwe vanhu vari kukwanisa kudya the rest of the food here but inini i cant and you want me to share futi zvandinodawo zvacho
Me:waingotauraka kuti wedzerai majuice than kunyima vanhu. Hazvipe picture yakanaka kana wakutoita zvekukiya fridge
Her:i am sorry. I didnt know kuti its wrong i just thought kuti i am managing food
Me: Its ok my love
Takazorara zvedu later. I thought anga azvinzwa and i believe kuti zvazvapera zvekahunhu kekukiya mafridge izvi.
Ndakamukira kubasa monday. Ndakashanda kwakuzoenda kuHR pabreak ndichida kunoona kuti voucher rangu reovertime rakagadzirwa here
Ndakawana that new lady Mucha ari kutodira cup yetea
Me:ndasvika good time ndinorima
Her:shuwa masvikira nguva yetea. But i am sure zvandiri kunwisa tea yacho ndozvichakuitai put off
Me:kuti kudaro here. Ukunyanyonwa nei tea yacho
Akabva avhura lunch box yake and guess what mamuine madhumbe. Mukanwa mangu makabva maita watery. Kutorwerwa rute chaiko
Me:eish madhumbe. Ndabva ndanzwa moyo
Her:aaa munomaziva asi
Me:ndochikafu chatakakura tichidya isu
Her:you can have some
Me:aiwa handidi kukudyira chikafu chako
Her:no its fyn. I also have mbambaira so it wil be enough for me. Regai ndikuisiire mulunch box umu.
She was so persistant zvake. Akatora plate kwakuisa piece one imomo kwakukamura mbambaira kwakuisa dzimwe mulunch box ndokubva anditambidza lunch
Her:regai ndibve ndakutarisirai voucher renyu
Akasimuka kwakunotora voucher riya kwakuuya kuzonditambidza. Ndakamboinsister on kuramba lunchbox yake but hey she was so persuasive
Me:chiisa zvako muenvelope ndirege kutakura lunch box yako
Her:haina kana basa. You can always bring it maa free. Kwenyu kudepartment kuri busy
Me:komangwana unozoisira pai
Her:come on malunch box anopera here.
Me:'its ok. Good day then
Ndakabuda kwakuenda kudepartment kwangu. Ndakasvikoisa tea kwakunwa nemadhumbe aya nembambaira. It was so nice. I enjoyed my breakfast. Ndakasuka lunchbox yemuridzi kwakuiisa paside. Ndaizomupa ndafree
Ndakazoshanda zvangu zuva rese. Ndakapedza kwakunotsvaga cake. Ndakatakura kwakuenda kumba. Ndana anga ari pashift ya1pm to 10pm. Saka ndandichida kuzonomutora.
Basa rake iri ranga rakuita richindibhowa. Kusvika kumba uchiona kusina madam vachinzi vachiri kubasa kwakusiri kundiitira mushe. Ndaizogara naye pasi toonesana kuti oramba achishanda here
Monday kuchurch taiita mamonday prayers. Semunhu anga akudzikira participation ndakaona kuti let me pull my socks. Ndaizonotora Ndana ndabva kuprayer
Ndakasvika kumba kwakugeza nekutobuda kuenda kuchurch. After prayer ndakaita fellowship nevanhu semunhu aiziikanwa zvakanyanya. Ndakabva ndaona Elder Mushore nemukadzi wavo kwakutombomira kukurukura zvedu
Me:Elder naamai makadii zvenyu
Him:tiripo zvedu muri seiwo. Ndimi mamusingachanyanyi kubatika. I new house here iri kunakidza zvekukundikana kuuya kuchurch
Me:zvazvichingowanda zvazvo but haa ndadzoka full time
Him:koamai mavasiyepi
Me:iii nekubasa kwavo tight chaiyo. Ipapa vari kupedza na10
Mai Mushore:inga zvakaoma. Regai vashande kuti zviite
Me:'ndandichida kutokukumbiraiwo favour. Mai Mujeni vanonetsekana kuassociator nevanhu saka ndaida kuti pavanenge vasiri kubasa muendewo navo kumasevices emadzimai. Vega haaa zvingatonetsa
Mai Mushore:ehe kana uchiri munyowani panzvimbo zvinogona kumboti netsei but regai ndiite ndichitaura navo zvinovarerukira. Munondipa number dzavo ivo mozonovapawo dzangu
Me:maita zvenyu mufunge
Mai Mushore: saka isusu regai tiende. Tinoonana
Me:'zvakanakai mufambe zvakanaka
Takaparadzana kwakuenda kumba. Ndakasvika kwakumbogara zvangu nduchiona bhora. Beau vakandioffer sadza but ndaida kuzodya mumwe wangu auya saka ndakangovati vaise muwarmer
Ndakazobuda na9 30pm. Ndakasvika kwakumbomira maminutes mashoma ndichimirira kuti apedzise. Kopasoutherton padhuze ka nemutown
When she eventually came she was looking exhausted. Waitomunzwira tsitsi. Akangopinda mumota nekukotsira. I think aifanira hake kusiya basa.
Kana supper chaiyo haana kudya. Ndakamusiya ini kwakutozodya ndega. Beau akamuka kwakundiisira chikafu kwakumirira kuti ndipedze kwakuzosuka zvake ndokunorara. One thing about Beau anga ari smart. She would never go to bed achisiya maplates ane tsvina
Mangwana ndakamukira kubasa as usuall. Ndana akasara akarara anga ari pashift ya1 to 10 futi
Around lunch i received a text from an unknown number
📩maswera sei Mr Mujeni
I took a while ndisati ndapindura. I was trying to think kuti ndiyani andimhoresa with such respect. I then decided to ask
📤ndaswera zvangu. Sorry ndarasika. Ndiyani wangu
📩ohh ndiMuchaneta from HR department
📥hello my sister. Zviri sei
📩mushe. Am on my way to your department. Are you around
Ndakabva ndagaya kuti handina kudzorera lunchbox yemunhu. Ndakabva ndakurumidza kuitora kwakuiisa pachena
📩come through ndiriko
📥ok
Ndakagara zvangu ndakamirira. Ndaida kunotenga sadza but ndakazongoti chiregai ndimirire auye...
Ndakazoona akusvika. She was wearing a pencil skirt neshirt. Shirt yanga iri tucked inside. She was wearing heals. Anga akabata paperbag
Her:afternoon engeener
Me:am good how are you
Her: am blessed. Mhuri iri sei kumba
Me:iri right zvayo matifungawo kuno
Her:ndakuunzirai madhumbe aya. Monobikirwa namaiguru kumba. Moti zvanzi natete munwise tea
Me:uchiti vanombomaziva here. Ndini ndinotomaziva. Makarima kupiko. Thank you very much
Her:muchitendei zvenyu. My father was in mutare ndovakativigira.
Me:inga vakaita zvavo
Her:ok. Regai ndiende ndinopedzisa lunch ndiri kwedu
Me:kowakuenda uchisiya lunch box here. Here you are
Her:ndandisina kufambira zvangu lunch box. Ndaunza parcel chete
Me:zvawauya chibva wangotora
Her:ok thank you.
Akabva afamba zvake akuenda. Benji akasara achiseka zvekuti ndakatoshaya kuti chachiii futi
Me:komanakidzwa nei baba kubva maseka kudaro
Him:kondeipiko yandiri kuona iyi baba mudeacon. Ndiyani akushanyirai
Me:aaa saka ndozvauri kuseka. Murecruit akauya ku HR uko recently.
Him:and whats with the parcel and lunchbox
Me:come on wakutofunga zvisizvo. Ndakamuona achidya madhumbe and you know ndomafarira. Ndosaka akandipa
Him:ini zii zvangu
Me:shuwa hauna zvekutaura gara wanyarara. Lunch yapera lets go and finish project iya
Zva Benji so. He was dirty minded zvake. Takazonopedzisa zvedu basa redu as usuall ndokuzoenda kumba...
Lots of love😘😘
End of chapter 13
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
❤
🙌
🤣
135