Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
June 13, 2025 at 08:00 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFkD9QCRs1fu0qnzQ3p COLOURS OF LOVE A Story Written by Sabz aka Shamiso 💋 0771719077 0772110988 *Metabel* Ko zvaimboda kufunga here. Ndakangoita just one week kwakutongonyora tsamba but I just made sure I took a picture of my letter kwakuisa mari iya pakati ndokuvatambidza. Handina kuda hangu kuudza mhamha about it Mai vangu vaiita stress plus ungangofamba uchiudza Mai kuti wanyengwa here. The letter read... _Mukoma Moses._ _Makadii. Ndinotenda kuti ndawana nguva yekufunga. Chokwadi handione sekuti zvinoita ini. Chekutanga handisati ndada kuita zvevakomana uye chechipiri imi muri munhu akaroora. Sorry henyu but handikwanise. Ndaiisa mari iyi yamakandipa handikwanise kuitambira._ _Metabel_ Haa tsamba iyi changed things zvekuti ndega ndakaona kuti attitude iyi yatochinja. Ndaingoramba ndichitsvagirwa mhosva akandipopotera soo vanhu vaishamisika kuti ko chimbori chii. Rimwe day akazoita seanoda kurohwa na Baba James vamwe vaishanda papurazi. To be honest I kept my cool. "Akakunyenga ukamuramba kkk Mose idudye chairo" Vakaseka Mai Jamie Gladys " But kusanyara chaiko munhu ane mukadzi Mai Jamie " Vanonyara here varume. Ini ndakaona muitiro wacho ndikati baba Jamie mwana anoshungurudzwa naye uyu. Kkkk Me " Makaita basa mummy. Gladys " Meta wacho composed hake Mai Jamie " Attitude ya Meta inotoonekwa ne munhu wese ndainzwa iri nyaya pataisakura vanhu vachiti Mose akaramba achidaro vanhu vachamukutsanira We all laughed. Ndairukwa hangu musoro na Gladys ndiri kumba kwavo. Mai Jamie vanga vakatomirira kuti akandipedza ovatangawo. Zvinhu zvacho. 3 days later "Sis Meta hanzi muri kudiwa kumba uko. Me " Horaiti James regai ndiende . Ndakabva ndatobuda mu chikwere chehuku kwakuenda ku Farm house. Ndakaona kune mota ye black ndakangofunga kuti ndi Mr Fungo. But ndakatoshamisika kuti vatodzoka idzi 2 weeks hatisati tambosvika Ndakasvika pamba kwakuona mukadzi akamira pachivanze. Ndakabva ndatoziva kuti this woman ndiye muridzi wemota not Mr Fungo vandaifunga. Me " Makadii henyu ma'am. Her " Tiripo makadiniwo. Vakadavira vachinditarisisa uku vachingotarisa around vakabata ma key . Me " Ndinonzi Metabel ndanzi pane ari kundida Havana kudaira ipapo vakati after a minute vakudaira "Priscilla Fungo. Ndinonzi Mai Fungo... Ndakapererwa munoziva so ava ndivo Mai Fungo vacho. I had never met her neither had Mr Fungo spoke about her ndakazongonzwa nevamwe mukushanda kuti vanga variko ne vana 2. Me " Ooh ma'am sorry nice to meet you.. Her " Nice to meet you too. I heard from my husband that you guys makugara pano with your mother so ndangoti let me pay you a visit. Me " Thank you ma'am. Vakafamba vakananga direction yekuenda kumba I followed her. Takasviko pinda ne pa kitchen vachingotarisa tarisa kwakubva vaona mhamha na Baby Paida na Melody vari mu lounge. "Makasimba here amai? Mhamha " Tiripo makadiniwo mwanangu ndiani Me " Aah mhamha ndi mother Mai Fungo vauya kuzotiona Mhamha " Aaah ndiye Mwari aiwa mwanangu tinokutenda ne rudo rwako ufunge I am very grateful. Ndaigaro bvunza murume wako achingoti vachauya vari busy Mai Fungo " Mabasa aya mhamha aiwa tazouya hedu. They continued general talking na Mhamha. She seemed to be a nice woman. Ndakazova offer drink she refused. Vakazopinda mamwe ma rooms then neku bedroom kwa Mr Fungo. "Ndiwe uri ku cleaner here kwese nekuno. It's very nice" Me " Ehe ndini mhamha. Ndinototi after every other day ndinopinda muno ma Sir but everyday I clean imba yese Her " Hoo ok. Havana kugara mumba ko yaimbova hombe zvekudaro here. Takabuda panze she never even went kunoona activity yepa farm vakabva vatoti vakuenda. *Mai Fungo Ummm handina kufara nezvandakaona chokwadi. That girl anga ane a nice body plus ma boobs ake umm was this merely assisting or was I going to lose him. Men are men, they get tempted by what they see, so... "Lord help me!!" I called out ndega driving from the Farm kudzokera kumba. I had school run ya Kundie so I had to get there on time. My name is Priscilla Fungo. I was married to Davison Fungo. Age I was 50 years. And Davison was 48. Though I looked way younger than him. My best friend was Concillia Rushwaya who also was my Pastor. I had gotten married to Davie after he lost his first wife Amanda and they had one daughter ainzi Amanda too. She was studying medicine. Then for Kundie she was our second daughter but from a surrogate. Yes I had no womb and I couldn't give birth. I had damaged my womb due to severe drug abuse and when I met Davie I had been out of rehabilitation. We tried for a baby then we got confirmation that I couldn't have a baby of my own. We decided to get a surrogate mother using Davies sperm and the mothers egg and womb to carry my child Kundai for me. Kundie was now in Grade 3. To be honest I had loved my Amanda as my own though it took time for Davie to come to terms that his wife had gone. I sort of provided the rehabilitation for him and he too help me. Without beating my own drum character wise I had a golden heart. That was me. I got to Kundies school and picked her up kwakuenda kumba. Mumusoro mangu I was battling on what to do about this issue... It wasn't of Davie no all my life with him I had never heard any news of promiscuous but I just don't know. After 2 weeks he was back. I went and picked him from the airport. Kundie was so excited to receive her goodies from daddy. "Hope you had a great time work and all Him " Yes yes it was a nice time. Basa chete. Me " You need rest sweetheart. But izvozvi uchatotangana ne farm "Yes yes you are right there. Kkk Ooh by the way i was forgetting to Thank you for visiting the farm. Hope you saw Mai Chirobo and her family. Me " Yes I did actually. And you never told me that she had a grown up kid. Him " kkkk who Metabel she is even younger than Amanda... Me " But you never spoke about her though and younger than Amanda ummm Me " Yes it's just the big body ukanyatsa kugara naye the child in her inobuda 17 years I guess. Anyway you were just supposed to do this visit earlier. But nevertheless thank you. I was burning inside of me but the holy spirit was saying Priscilla hold your horses. Davie was a great man. He had a good heart and was full of love. He came from a bad and poor background and valued his roots zvekuti. He had passion for assisting orphans as well as the blind people. He referred to his late blind mother. I knew that if I complained about this Metabel girl I heard from Moses he would not be happy at all so I was trying... Moses aiva hama ye my younger sisters husband. The following day I got the shock of my life. "Hun I am going to the farm afterwork was just thinking to take Kundie along since iwe wati you have a ladies meeting on Saturday. Kundie anotowana wekutamba naye. Ndakapererwa this was just not on. No!. Now I was starting to believe Moses speculation. Well Davie had been a seasoned man and I had never thought of anything bad about him. But this particular case wasn't getting off my mind. Handaikwanisa kuramba hangu I just accepted... End of Chapter 8
❤️ 👍 😂 😮 🙏 😢 🐒 🐟 🦁 77

Comments