Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
June 13, 2025 at 06:05 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaFkD9QCRs1fu0qnzQ3p COLOURS OF LOVE A Story Written by Sabz aka Shamiso 💋 0771719077 0772110988 *Chapter 9* *Metabel* "Ko iwe chiiko chiri kuitika pano. Me " chiri kuitika chei mhamha Her " Unofunga ndakapusa zvekudaro here? Musi uno uyu ndakanzwa uchipopoterwa panze apa. Umwe musi waitaura zvekuti washaya saga re Fertilizer umwe saga rechikafu chehuku umwe musi Me " Zviwanikwa zvepabasa Her " Metabel handidi zvangu kana pane chiri kunetsa ndiudze ini mai vako. Takatarisana na Melo. Taitodya sadza remanheru nguva iyoyo. " Hapana mhamha. " oooh sadza rako iri handichade. Unofunga zvandiri bofu handichazi mai vako here" Sadza riya rakaiswa pasi zvekusaidzirwa plate. Ende futi ka zvakaoma. "Iii mhamha mabva madaro here" akavadaro Melo " Iwe nyarara uko. Muri kundiita murwere pano. Kusaona hazvirevi ndava stupid ka, muri kuzvinzwa here vana imi! Ndakubvunza zvakanaka apa wotoda kundivanzira. Ndiri kuziva zviri kuitika muri kuti nzeve dzangu dzavharika futi here. Hayaa zvakaoma. Uyu anga ari Melania ndiye anga avaudza. Ndakazongovaudza hangu nyaya dzacho. Haa pa fair this whole month had been hell chaiyo. Mose was just after my head. Ainditukirira paada hake even nekuudzwa zvemazizamu angu. Dzimwe nguva tikasangana pasina vanhu he would tell me ndichakubata ndigokusv**a ndigomakanya mazizamu iwayo anokupa manyemwe, haaa unomerera nehasha. But I would also respond and tell him kuti ambozviyedza aone Metabel waari kuona anomushaya kuti ndiye here. Haa aingoita life yangu pamba apa iite miserable chaiyo. But munoziva I just had to face the music at least kuno it was better than Sagambe. "Saka unonyarara izvozvo sei?" Me " Mhamha pano hapasi pedu tiri vauyi saka zvimwe zvacho unomedzerera or else munodzoserwa kumusha" Her " Mangwana munondideedza ndoda kumuudza ka one chete anozvirega izvozvo fokofu mhani. Handidi zvekushungurudzirwa meana wangu ini" Takangotarisana zvekare na Melody, haazvinhu zvacho. Vakabva vaguta sadza, kutovanyengerera vakaramba. Takangosiyawo zvakadaro Takazonorara hedu ndichingopinda mumagumbe message pfee from Mr Fungo hanzi ndiri kuuya mangwana. I was happy kani. At least he was back though I wasn't planning on letting him know about Moses' behavior the least I would want to do is cause confusion inoita tidzokere kumsha. I woke up as usual Saturday at 5am ndichipa vanhu zvinhu. But ndasvika pa door I noticed kuti the door was not locked! Hana yangu yakarova manzwa. How could I be so careless like that. Ndakapinda mukati wanikwe pa first stack all the Fertilizer was gone. Munoziva ndakaita weak those were 10 whole bags. Vanhu vanga vakamirira so I issued imwe stack and also chikafu chehuku ne mbeu imwe ye beans. Ndakaona tadzoserwa kumusha ini! Sagambe futi here akomana, ko imhepo rudziiko dzinosimuka nguva ino Ndakadikitira ndapedza ndagara muya. It's only me who had ma keys. Is it because I left it open but no ndinotokiya always wani? Hayaa unopera strong yese ndikuudzei I went mumba after an hour yekuverenga repeatedly kuti maybe ndaita mistake but kwanga kungori kungoita zvako but the truth is zvanga zvaenda. Ndaivaudza seiko Mr Fungo. I had no choice. Ndakageza nekubika breakfast but I was just low. Vakasvika kuma past 9 vaine mwana musikana wavaive naye. " Aah uyu anonzi Kundie or Kundai ndiye my second born. Kundie meet Metabel, Melody, Melania. Ava ndi Mhamha vedu so Granny kwauri nhaika Takakwazisana naye. She was so sweet. Ndakavasiya na mhamha ndakunotsvaga zvekubika. Ndakaona ndateverwa. " How are you Metabel Me " I am fine Sir Him " Haa nyaya yekunditi Sir iyi ka, anyway uchaona zvekuita nayo. Uri kuda kubikei Me " Ndambofunga sadza hangu we have beef or chicken Him " Haa you know what haa ndiri kunzwa kuda chi traditional chaicho. For now you can get me tea chaiyo tabva tisina kudya then wobika Sadza, muriwo une dovi ne chimukuyu chiri mumota. Manheru zondo- unogona kuri bika here manje?" Me " Kkk ehe ndino tryer though hachisi chinhu chandajaira. Him " You are clever you know. And ndakashamisika when you said you are turning 18 haa ne the way you handled life ndaifunga kuti maybe 23 or 24 ikoko Ndakaseka. " Aiwa hauna kuchembera no ukatarisa face its still a baby face but maturity the things you do and say soo." Me " Inhamo Sir kkkk Takaenda kumota tichitaura kunotora zvinhu zvavanga vauya nazvo. Hanzi mazondo aka bvurwa plus they were precut so kwanga kuri kungomagadza. Ndakabika zvangu vakanwa tea vakaenda kumunda I was still trying to find words. Haa zvekuudza mhamha aiwa ivo vaitova ne nyaya ya Mose yanga ichiri mbishi zvayo. Vakazodzoka kuma 1pm ndikavapa food yavo ndanga ndabikira everyone. But for Kundie na Melania had prepared ma fresh chips ne chicken. We sat mu Gazebo. Vanga vachingo commenter kunakirwa ne chikafu apa vachinanzva maoko zvekudaro kkk. He requested for some more ndikavapa. Haa murume airakidza kunakirwa uyu, am sure he loved traditional meals. " Nhasi ndadya shem iiish kuzoti zondo zvaro haiwa nhasi hangu can't wait kkk" We laughed together. Vakazoti vapedza ndavakuvagezesa maoko. " Tsika dzenyu idzi ka kuno ku town unokuvara mabvi" " Iii ndomadzidzisirwo andakaitwa na Mhamha iwayo ndingarohwe" " Ndakatoona kuti mese henyu even Melania kunditambidza phone she kneels down. God bless mhamha vedu, she taught you well" Me " Amen and Amen. Ndakapedza kwakurasa mvura then ndakaona vave kuda kusimuka so I knelt down and apologised ne Fertilizer yandawana iri missing. He knew about all the other missing things cause ndaipota ndichivapa update Him " Umm 10 bags Metabel at once?" Me " Yes Sir ndazvishayawo ndangoona padlock yakakinurwa maybe ndakasiya pakavhurika, am so sorry Sir" Him " Don't worry I think pano pane gonye will get to the bottom of it. Rega ndidzokere kumunda" Vakabva vasimuka kuenda I wasn't sure kuti vanga vatsamwa here or not. *Mrs Rushwaya* "Thats my story Concy, ndashaya zvekuita ini shamwari. "Wait a minute all this is for a girl aged 17?? Her " Yes... She laughed Me " Priscilla you need to stop this nonsense. Like seriously ?Davison having interests in the 17 year old. And actually not the mother?? Her " The mother is blind plus doesn't really look nice Me " Hahaha and the 17 year old village girl does. You amaze me. Her " Concy you don't understand Me " Hell no I do. This girl on the picture is too young to date Davison akasanzi under age here? You know your husband Priscilla. Your husband meets a lot of well to do people on a daily basis and look at you, you get so obsessed by a 17 year old rural girl, kkk don't push him away" "The fact that he is frequenting the farm as if he has a connection with them ndoyandisiri kuda" Me " Priscilla, hubby has been a farm man for all I know and this isn't new! You must renew your mindset girl before you embarrass yourself over nothing. Look again at that girl on the picture, do you honestly think Davison is so dumb. Zvimwe namata shamwari. "I knew it, it would get to prayer chete kkk We laughed hedu. I saw that my friend was troubled so I initiated a moment of prayer. "Amen... Her "Thank you Concy that's why you are there. Me " What are friends for. Well, now change of story. I and Frank have decided that Josh comes back here now that he has his education sorted he must start to take over. He has always had a passion for preaching unlike everyone else so akadzoka akuenda pa Bible school and training to be a Pastor. "You are so amazing girl. I love the whole idea. Saka pakutozodiwa mudzimai soon ka" Me " Kkkk yes yes well there is Nancy Pikirayi. They are dating. Her " That's great so hazvinetse izvi Me " Josh loves Nancy you should hear him speak about her Her " That's nice wish them all the best... Me " Amen... We chatted about this and that then achibva ati akuenda kumba. Me and Priscilla have been best of friends since our childhood. Though she had rough patches in life am happy I was part of her rehabilitation and now she knows Christ. My name is Concillia Rushwaya but they call me Pastor Concy. I was married to Pastor Frank Simbarashe Rushwaya he was the founder of Abundance Grace Ministries. My first born was Rachelle whom I had when I was just 17 years old, can you imagine kuda zviro kwacho. Talk of childhood mischief. I then later met Frank anga ane 2 daughters Fiona and Florence who are now married. He was a divorcee after his wife just dumped him with his 2 daughters kwakuenda kunotsvaga greener pastures. So with Frank God blessed us with 3 children, 2 girls and one boy. Rivonia was our first born and was a single mom and she was 29. Then came Joshua Simbarashe he was 27 and was currently in America. Lastly was Zoey she was 10. So kumba ndaiva ne twucheche twangu muzukuru mwana wa Rivonia ainzi Dylan he was also 10. Our life was just too busy to say the least with the growing ministry. Frank so much wished that Josh be the heir to his ministerial work as the only son. Josh was interested from long back and was gifted in area of healing and preaching the gospel but takatanga tati aite his basic education first then he joins the ministry. So now he was coming to be trained as a Pastor.... End of Chapter 9
❤️ 👍 🙏 😂 😢 😮 27

Comments