papa Tre Mobile Channel
June 3, 2025 at 06:47 PM
Reaction yenyu gys💯
*Ndakambonzi, it's over ndiri mutown close to Nyaradzo .There was a bus vanhu vachibata maoko ,ndakangopinda mubhazi reNyaradzo and started crying nevamwe. Bhazi rakazosimuka tikaenda kunhamo kuRafingora ndikachema 2 days dziri strong kusvika ndadzoka. Ndakazohealer fast because l was active kumusha kwacho parufu taitsemura huni , kuvhiya mombe , kuzora majarini pachingwa etc. Plus zvakanyanya kundibatsira nekuti ndini ndakazopiwa makey eroom yaigara chikafu.🥹😫😫😫
*
😂
4