Zion Christian Church Official - ZCC Mbungo
Zion Christian Church Official - ZCC Mbungo
June 13, 2025 at 07:10 PM
Zion Christian Church To: All Church Members Ref: India Mega conference flight & accomodation packages Date: 13 June 2025 Famba Zion, [ For Zimbabwe only] Tinotenda Mwari wemaElders matatu akatendera ungano yake yeTurkiye kufamba zvakanaka. Tatarisana ne Second Mega Conference yedu ichaitwa kuIndia (Vadodara - Gujarat State). Vanhu vakasununguka kuzvitsvakira ndege dzavo pakuenda kuUngano iyi. Kunevangada kufamba seGroup pane package iripo inenge ichisandisa Ethiopian Airways nokuti ndiyo yakabvuma kubhadharwa muzvidimbu. Ichasimuka musi weWednesday 27 August yosvika muMumbai musi wa28 August vanhu voshandisa maBuses kuenda kuVadodara (Gujarat State) panoita 4 hour drive. Ndege iyi inodzoka musi weTuesday 2 September asi vanhu vashandisa maBuses futi kudzokera kuMumbai. Asi kune vasina havo nyaya yekuwanda kweBaggage yavo vanogona kukwira maDomestic flights kubva muMumbai kuenda kuAhamdebad (ndiyo nearest airport pakusvika kuVadodara inoita +-$100 return) vozoshandisawo maBuses for 2 hours. Package yevachafamba seGroup inoita total yeUSD$1,165 inenge ichisanganisira: Flight - $778 Accomodation (Bed and Breakfast - 5 nights) - $200 per person sharing in a Double Room Tourist Visa - $103 ( iyi tinoenda tonobhadhara toga kuEmbassy) Bus transfer return - $60 Agent fees - $20 (tose takasununguka kutsvaka maAgents anotibatsira kuita Online application asi maAverage charges are $20) International transfer charges -$4 ( panoitwa maInternational funds transfers paita around 2% on bank charges). Total package - USD$1,165 📍Pane vose vachafamba seGroup tinotarisirwa kubhadhara Deposit ye$400 musi wa 3 July. 📍Second deposit inotarisirwa musi wa31 July iri $400 zvakare. 📍Final payment yedu ye$242 inizodiwa musi wa15 August. Mari yemaVisas tinoenda nayo tonobhadhara kuEmbassy toga. Venue for Conference yedu inenge iri paEva Banquet Basement 1, Eva Mall Rd, near Saraswati Complex, Patidar Crossing, Manjalpur, Vadodara, Gujarat 390011. Kuitira vose vachada kuzviitira mabookings. Tinozokumbirawo kuti kana maita mabookings enyu mongotizivisawo kuti tive neUpdated Attendance Register redu. Pama Visa edu tinogona kutanga tabata Mr Asher Bwanya (077 440 0006) kuti tinzwisise zvose zvinodiwa chero hedu tichizoshandisa maAgents anenge akatisunungukira. Mapayments edu anofanira kupinda paBelvedere pana Mr Tondori (+26377 390 6923) or paMbungo pana Mr Lapozo ( +26377 511 1319). For further information and enquiries please contact the undersigned. Kenneth Mugwira - Zimbabwe Mobile: +263 772 975 548/ +263 712 927 475 Millicent Matsika - Zimbabwe Mobile: +263 78 150 0063 Obey Mombe - India Mobile: +91 63590 54087 Z.C.C Media www.zccmbungo.org facebook.com/ZCCMbungo M: +2638688006187, +263788816609, +263778638485 Email: [email protected]
Image from Zion Christian Church Official - ZCC Mbungo: Zion Christian Church To: All Church Members Ref: India Mega conferenc...
🙏 ❤️ 👍 🇿🇼 🇮🇳 👏 😮 🇦🇴 😢 139

Comments