Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
June 6, 2025 at 01:25 AM
NHOKO DZEMBIRA ishasha pakufuratidza munhu Kana munhu achikunetsa, achikuvengera, kana kukukanganisa hupenyu, izvi ndizvo zvaunoita kuti akufuratire zvachose: 1. Tora nhoko dzembira dzaoma dzawakachengeta. 2. Dziise pamoto – chiutsi chikatanga kubuda, taura zita remunhu ari kukunetsa. 3. Dzikasviba kana kutsva, tora hupfu hwacho wodzinga richipinda mumafuta. 4. Zora mafuta acho kwe mazuva 7 – munhu wacho anozokufuratira zvekuti anenge asingakuzivi https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03

Comments