Jokes To All 🤭❤️
June 6, 2025 at 02:59 PM
*Uchiri kurangarira here uchiri mwana mudiki uchimanikidzwa kupedza chikafu,uchiombererwa maoko kana wadya chikafu chakawanda😹😹😹* *These days chingopedza loaf rese uone kuti panorarika here pamba pacho*🤣🤣🤣 Unoitwa kunge wadeura mvura yemunamato une tsananguro yekumisa rufu mumusha😂😂😂😭
😂 1

Comments