MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
June 14, 2025 at 10:20 AM
Kahunhu kenyu kekusaliker book kava kundifungisa zvangu kupa Book kuvanhu vakatenga Tamuka vega nekuti imimi hamuzive zvamoda. Malikes nemacomments hamude saka moda kusveta ani simba nhaimi. Ngatisanganei pakati imi muchiisawo malikes nemacomments ndofara ndouyisawo book ka kana mukaramba makaoma moyo kudaro neni ndichatoomawo moyo wait and see
❤️ 🙏 👍 😂 😮 29

Comments