Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 10, 2025 at 07:30 PM
Hi Luvah mukoma please post for me. Ini ndatambura ne step son yangu. Ndinoziva takajaira kuti ma step mother anonzi haabate vana mushe but uyu I try my best but he is like a step son from hell. Baba vake havadi kuti atsiurwe. Anondopindura rough several times kutomisidzana neni zvekuda kurwa baba vake varipo but everytime it happens vanoti haudi mwana wangu. Chinorwadza vana ava they are seven from 3 different mothers vese ndini ndogara navo asi pane one chete akauya last year December kuzogara nesu ndiye ega one anonetsa vamwe vese handina complains about them. Ndikamutsiura baba vake vanotsamwa ndikatsamwa ndonzi ibva ndisiye nemwana wangu. Ndambozama kutaura nehama dzake vakataura naye but still haadi kuteerera. Hama dzemurume dzasvika pakuti mwana uyu we think anotumwa namai vake chete. He is stubborn, arrogant and violent apa ane 14years chete. Ndini ndomuitira zvese pamba chake kudya chete achienda kuchkoro Mai vake vachifara kwavari but on top of that ndoshaya rugare. Please help ndoitawo sei pane such a situation https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27578
😢 🏃 😮 7

Comments