Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 10, 2025 at 08:04 PM
Hi Luvah Murume wangu aijola nemukadzi we Muridzi ndichingonzwa hangu nemakuhwa ndikamuvhunza oramba obva andirova. Nezuro akauya akaiswa mubhara asina kupfeka kuma5am ndikati ko ndeip iyi hanzi awanikidzwa ari mumba memuridzi nemukadzi we munhu murume anga ati a kuenda out nebasa ndokudzoka wanike shasha irimo hayo takarara zvayo kunge baba vemusha kwandiri yanga yati irikuenda kumusha kunoona anababa iyo yaino kemba hayo kuseri kweraini redu. Muvhunzo wangu ndorapisa here munhu akadai nekuti akakuvara apa haana mari ndini ndine mari. Thanks kune vachabatsira Nomurapisa Ehe ❤️ Aiwa😂 https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27579
😂 ❤️ 😮 😢 🙏 🤣 82

Comments