
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 10, 2025 at 08:17 PM
*Amai vanosvika voona ka 2 year old son kavo kakabata rushaya..*
*Amai :ukufungeyi baby?*
*Mwana:hapana zhangu*
*Amai: Ndiudze kani ndikupe ma sweets.*
*Mwana: Kufunga kulola mukaji zhangu.*
*Amai: aaaah unomudii mwanangu???*
*Mwana: aaaah kushila zhangu.*
😂😂😂😂😂😂😂😂
Ungamudiiii Mwana
https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27582
😂
😮
🙏
21