Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 10, 2025 at 09:48 PM
Hi Luvah ini ndakarwadziiswa nemurume pandakaita mimba last year so ndaingara mhamha iye achingara kubasa ayingotii ndirikuya cant get 6 months munhu hadzoki ndikati renga ndombowona brother yangu ndokusviko ngara 2 weeks jus wake up rimwe zuva hachawoni kwakutakurwa kuendeswa ku hospital zvikanzi I bp ndakangara 3 days ichiramba kudzika bvandazoitwa operations mwana kabva ashaya anga arimsikana apa ndine 2 boyz 😭😭😭 so mwana ayifanirwa kupiswa coz makgs anga arimashoma murume kwakuramba hadzi pisai ikko zvinebasa reyi brother yangu kwakupisa hake ndakangara 3 weeks ndiriko kuhospital bp ichiramba kudzika kana kumbowuya kuzondiwona come time kutii ndidzokere kumba kwakudzi handichakudii dzokera kumba kwenyu😭😭😭😭 ndongotenda Mwarii nechipo chehupenyu ndakange ndafa now ndakuwona ndakufamba ndongotii kwauri ikko Mwarii avenewe https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27584
😢 😭 ❤️ 😂 17

Comments